News

News

Celebs News

Celebs News

15 Feb, 2022 | Posted By: Staff Reporter
Evidence Chihera Missing For 24Hrs On Facebook Feared Arrested Because Of Mai TT & MadamBoss ZanuPF Request

Many Zimbabweans are starting to worry that the works of Madam Boss and Mai TT has led to Evidence Chihera getting Arrested. Mai TT & Madamboss requested Minister Mutsvangwa to arrest Evidence Chihera  because she talk makuhwa about them.

Evidence Chihera has not been heard from over the last 24 hours and people are speculating that she has been arrested. 
 

Mese muri kuvharwa .Tinashe Maphosa haana mari yekuchata .Akanochemera ava kuti aitirwe zvese nezita raEvidence Chihera .Inga iye naTate vaironga dhende wani kuti vatidigure ma endorsements aTyra .Vakatozvironga handiti ndokubasa kwavo . Pamelah Tamirah ini newe akatitukira chii? Chii chatakamuita 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Chikiti pihwai mari yemuchato mushe

mhondi yabstwa ichiuraya munhu ipapo ipapo inosungwa one day mangwana atove free akufamba famba kunze mu south africa kuzotiwo zve cyber bullying unodzoswa ipapo ipapo

Kayla Modipe
Mai TT is so wrong for this. Her feud with Tyra is as because of things she said herself and we heard the voicenotes, nyaya ya Chiyangwa was Tatelicious and what does her car accident have to do with Chihera. Iko kuzosvimha tumisodzi, nonsense! Does she realise Zanu pf can kill someone? Vozomira vachiti heee we’re not Zanu pf. This is bullshit

Kayla Modipe if zanu can kill someone ngaafe asiyane nenyaya dzisinei naye munhu zviraramire wega usatsvage munhu kuti aitei ne life yake samaia Tts movavengerei munhu anozvingwavhira facebook yese mai tts this mai tts that dai akatosungwa zvaizvezvi amame

But guys Evidence akasungwa mwana wake anosara achichengetwa naani because she's a single mother just like cat mom, she's struggling to make ends meet noda kumusungisa sure let's hope munozochengeta mwana both of you madam boss and cat mom 🙄🙄🙄🙄🙄

Yvonne Makw-Toen
Ngavauye vatibvunze we will tell her kuti biggest bully ndiani instead..come on how low is that, gvnmt inogara meeting yemakuhwa instead of sorting the dangerous roads dzaparadza ma families in Zim..Road kuita River pakati payo whilst gvnmt ichitonga zvisina basa ...so incompetent
Theresa Haraka
Madam boss n Mai TT kwanai ivo mazi dzoro enyu akazara mvura kungo pinda mu politics 2 minutes idzodzi makuto funga kutsikirara vamwe here I'm so despondent nemi guys ndayiku followayi but mandi nyadzisa Chihera ndiye ega here anoreva nhema hamunyari munopenga sewe mai TT wakatuka vanhu vangani nehu bitterness kwako pfutsek kamba


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US