News

News

Celebs News

Celebs News

18 Mar, 2020 | Posted By: Staff Reporter
Grace Mupeza Atanga Kuwundura Pastor Casper Asatambe Kunge Mukadzi

Grace Mupeza who promised Zimbabweans a live last sunday but failed because of electricity issues in Zimbabwe has attacked Casper in over a week. Casper posted a video dancing and Grace Mupesa screenshoted the posted and left this message.

"

Nhai Casper ko wadii kumbodzikama wasiyana nekutamba kunge mukadzi. Why uchizvongonyotsa chiuno chako kunge mukadzi. Uri murume here or muri mukadzi? Usanditume kukanda maV11 or kutaura zvandisikuda. Ko music yaurikutamba ndoGospel music yacho inotambwa naMan of God here?

Ndaifunga kuti uchachinja hunhu hwako but hausikumira. Kokudzikama SaApostle? Kutamba rudzii uku KaCasper? Unodarirei nhai? Kuzviyanika pasocial media uchizvongonyotsa chiuno kudaro kunge mukadzi.

Repent Casper! These are the last days. Jesus is coming soon. What shall it profit you to win the whole world and loose your soul to the devil?

Dzikama semunhu waApostle. Itya Mwari Casper. Ndarwadziwa nematambiro ako, wakafumuka you need serious deliverence."


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US