News

News

Celebs News

Celebs News

09 Jan, 2023 | Posted By: Staff Reporter
Ketina Musomera Hanzi Family Ya Tytan Haibvumidzwe Kuona Nandi Na Olinda Chapel

Pane hama yamai gugu nanjabulo nkomo yazofona ikapedza masports ummm jaffifi iri rine utsinye ndatenda hangu , ko Titanic anoita kuba mwana kuti anoratidza mai vake ku cafe restaurant or pagate ku live in or ku train station? Ko kana ari wake unomurambidzirei kunoona gogo vake? Amwene vanoita kurara mumaraini kumba kwe jafifi havasviki hanzi valadzingwa pamba vakauyiswa kucare vandipiwa mari shoma vakubvunza vakadzingwa vakungotenderera mu uk umm sorii zvenyu mai njabulo muroora 1 mwanakomana 1 Haa unozorora wani ko gugu uripiko mai vachiitwa so na salif keita uyu,

Dorothy it is well with you mai gugu mbuya jafifi your days are numbered.titanic go to work uchengete mai vako vachiri vapenyu iwe

I will make sure cqc receive enough emails of your behaviour ✌️


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US