News

News

Celebs News

Celebs News

30 Dec, 2019 | Posted By: Staff Reporter
Mai TT Finds Rudo Uyu Haazi Tytan Anebag Rake

Mai TT is have in love with her new men and is telling all the haters to calm down and not discourage their relationship. People have been accusing Mai TT new man as Tytan.she posted on her Facebook page 

Ayiwa hama musati maenderera mberi nekuti mupfanha arikuda bag. This guy right here atori nabag haasi tytan.
Hapana chaari kutaimira kwandiri musanyanyorwadziwe henyu.  He drives a range rover and kumba kwavo mariyakadira.
So I think ndini ndikutaimira.
So garaipasi. 
Hatidanane nevarume vasina mari handisi sponser wemaben 10.
Musashungurudzike henyu johane 14 vs 1

Isu hatidyiwe, tinodya.
Ndatenda


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US