News

News

Celebs News

Celebs News

30 Aug, 2022 | Posted By: Staff Reporter
Mashura Mabrijo Opfeka Dhikausi Ya Tinashe Maphosa Pamhuno

Nyika yeZimbabwe yovhunduka mushure mekunge mhandara Mabrijo otora video akapfeka DHIKAUSI yaimbova yaTinashe Maphosa pamhuno. Tinashe Maphosa akarora Mai TT 43 days akararamba avatsotsa mari. Tinashe akaita mukurumbira wekuva ega Murume wemunyika ye Zimbabwe anopfeka DHIKAUSI panhengo yake. 

The people of Zimbabwe are now asking if Tinashe Maphosa gave Dhikausi yake to Mabrijo or how this happened. Watch below video of Mabrijo Wearing Dhokausi YaTinashe


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US