News
Celebs News

Celebs News
Simba from Zimeye had been digging stuff of Passion Java for a while including a post he did about passion java renting cars and a house. This time he has found a woman who came on his show accusing the prophet of not paying her $300 for a service she provided.
A woman accuses Passion Java of not paying $300 USD
PASSION JAVA DUPED ME USD300.00.
HE HASN'T PAID ME A THING SINCE 2014.
Kungofunga hangu kuti with all those money yavanopa vanhu. Ndakavapa machairs angu 300 muna 2014 tikawirirana kuti vanindipa 300usd 1$ pachair every week . Kuzoenda mwedzi wapera kuda mari yangu hanzi machairs atorwa nevanhu vezvikwereti prophet vatiza nemari vaenda kuAmerica kumboedza kubata anga ari mukadzi wavo akati dady havasi kutobatika zvachose kudzamara ndaneta hangu nekufamba pega pega pandoona vachipa munhu ndobuda musodzi kuti ko ini vakaregereiwo kundipawo mari yangu... Passion Java Passion Java Ministries Kempton Park