News

News

Celebs News

Celebs News

18 Nov, 2021 | Posted By: Staff Reporter
Passion Java Tells Seh Calaz Usade Kushamisira Nenhamo

Iwe Carlos Tsikidzi Usade kushamisira nenhamo nesuwo takakurira munhamo, takabuda by ginya encourage others to make it in life, kwete kuita ndebvu ne vhudzi kunge benzi ranaiwa 😂😂 uchivhura ziso kunge bete remabhachi rabatidzirwa light.

Mbolonsei mbolonsei, checheche kuita sei. 😂😂😂

I pray kuti whoever is reading this post will be successful one day.. if God raised me from Chitungwiza he can raise you too. Usafurirwe kufira munhamo…

Uchaita Mhuri Yako, imba yako, mota yako ugorarama zvaunoda, usabvume kugudzikana nepauri..


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US