News

News

Celebs News

Celebs News

12 Apr, 2022 | Posted By: Staff Reporter
Quincy Manzvenge Of Mafira Kureva Ghost Nation Message To Stunner On Kurova Dyonne

Quincy Manzvenge Of Mafira Kureva Ghost Nation Message To Stunner On Kurova Dyonne

INI Q ndakazvitaura gore riye ndikati Stunner iyi yaurikuita mangwana unokwarira Mahara, isu tavanhu vakuru tinoona. Stunner, DYONNE uyu haasi we level rako. Mwana uyu akanaka zvekuti pachake anoziva kuti she deserves a first class lifestyle but iwewe nezera rako urirombe and u can't maintain the Life she wants this is a Fact. But urimu denial hako coz u think Kuchena ne Yesteryear fame will keep her around. Remember arikukura u took her arimudoko aine fantasy yekudanana ne Celebrity


Now Stunner unotamba ne Mbinga dzeku Zim vana Mike, Scott, Tazvi. Vanhu vane Mari who can sponsor your wife lifestyle she deserves. And nekupusa kwako ma Boat party aye eku Kariba waikokwa uchinzi bring your wife wafunga kuti zvopera sei. Ivo vana so called Mbinga wakamboona vakadzi vavo Kuma Party iwawo here. Wake up Mfana wangu. Waisvirirwa mwana in front of you. Now wakuda kumurova kuti aita sei yet wakamu introduce to that lifestyle.
SHARE THIS NA STUNNER AKUNDIRWADZA MFANA WANGU STEREKI


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US