News

News

Celebs News

Celebs News

26 Oct, 2020 | Posted By: Staff Reporter
Sekai Warns Evidence To Stop Talking About Mai TT Uchazvikwadxisa

Sekai who was once friends with Evidence Chihera posted a video in which she warned Evidence to stop talking about Mai TT. Sekai encouraged Evidence to focus on her music career and not fighting with Mai TT. Evidence and Sekai have a long history which ended when Sekai hired thugs to cut Evidence's hair and beat her up. Watch the video below of Sekai telling Evidence to stop the war with Mai TT.

 

Evidence Responded by telling Sekai to leave her alone and stop acting like she cared about her.

Guys thanks nevari kundi support vanondida then vakandivenga zvese bho futi ndokudai, plz  stop tag me Kuma page kuri kutaura nez vangu haisi nyaya Inga ini ndonyeya vamwe, then sekai siyana neni, don't pretend as if you care my life my rules, ko kana usina kuita live uchitaura ne zvangu ungataura ne zvani keep talking cz ndini ndoita kuti ugare mu game yemakuhwa Inga taimboita live tinyeya vanhu wani, nhasi zvaipa cz ndakuita ndega siyana neni, handiti ndiwe unogona kurova zvekuti ndogara panumber 35 end unopaziva, une vana 6 vekutsiura wanga wapedza kungavai kuvatsiura tsika tsika neni handinei newe ini k wandiri yu are closed book handinei newe sezvo uchigona kuuraya zvekuti chibatana naye muuye mundiuraye enough is enough handitauri nezvako iwe unoti ndiwe unozvigona kusatora action panyaya doesn't mean I'm hopeless but ndai respecter life yatakamboshare but now I'm ready 4 yu sekai. Haunyarike


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US