News

News

Celebs News

Celebs News

06 Sep, 2020 | Posted By: Staff Reporter
Stunner & Olinda Are They Still In Love With Each Other Or Just Use Each Other For Fame

Every few months Zimbabwean social community will be taken over by the Stunner & Olinda love story , Theformer husband and wife couple seem to be still in love with each other or just use each other for fame and to stay relavent. Fans of Olinda & Stunner share thier thoughts on what they think is going on with this former husband and wife. read thier comments below.

Team Olinda Comments Below

Wellington Kunaka You are a useless ungrateful person mukadzi uyauya akakusimudzira malevels, ukatomboita hupenyu waionekera..Rubbish Zim man...Munonyadzisa you too old for this, you dont even have enough drinks

Jacklin Joo asi unoenda ku inbox kwake nerweseri kwana haupengi. marombe anorwadziwa nevakadzi vane twunhu twavo, mashaki enzara nzara

Mike Ella Gumi Stunner uri mhata murivi wese u don't use ur mind makore ako nezvauri hazvienderani ukawana tyme ukure pamhata

Ruth Ruvarashe Jaboon Haaaa pafeya team iri rakubhoo everytime month haripere vasina kutiiitira noise haaa mxm both of u need to grow up pafeya

Sean Showmore Janga Mapenzi ese... Munouya ku soshari kuzodii pamaibvisana ma burugwa maizviitira soshari here kurai mhani mbwa dzevanhu.

Nyarai Katsere Zirombe we will see what you have in 10yrs time Pokello akakusiya she is flourishing, Olinda flourishing iwe dhololo kana zumbu rehuku kumaruzevha hauna tibvirwe hedu she is a tsaga but doing well iwe uchifunga kuti unoshamisira nxaaa sorry excuse of a man

Munyaradzi Moffat This one is an excuse of a man,, at this moment l can blatantly say he dismally failed to grow up and he still has that mentality of charmer boys in the hood vekuti they only live for the present,,kutenga ka jean munhu otoona senge life yese bhoo wout having to think of what shld be done for the betterment of his future, his mindset is still in teenage, kura mhaniwe nxaaa ,unonyadzisa murume mukuru.

Ammisha Mai Nanah Uri rombe. A total disgrace to manhood. Why bash a woman like tht? Where's the respect?

Mai Shaheim Jaheim NaRaheim chirwere chakapinda mumusoro zvinhu zvacho zvese hazvifambe mushe uyu ari paside wt is he hyping ipapa tsaga ndiwe unokumbira munhu asinei newe zvikanzi anokumbira anopihwa neshoko wakumbira wapihwa chinyarara jus accept kt as a man u hv failed in life kutifungisa african movie iya inonzi a fool @ 40

Emely Mujee Stunner unopenga ndati unopenga dhoti ungaita makwikwi nemunhukadzi shameon you

Mai Angela Chigumira All I can say kuna OC siyana neskiri rekudanana nezvima sverebrity izvi kana makuda murume tsvagai vanhu vane tunhu twavo kudhara mai nhanha kwete team iri look now munenge muchingonyadziswa paFacebook pano and isu hatiregi kuona but siyana nevanhu ava wangu kana zvakanetsa rerai vana venyu mai mwana hamumbotadze kumhoreswa kunzi hesi nekuty hauna murume no and I think you made a big mistake kudanana naye munhu anoty ukuona vanhu unoonererwa uchikangamwa chazuro nehope nxaaa .. mai nhanha chengetai vana venyu and build your future izvi zvevanhu vane mbiri siyai

Team Stunner

Mai Philus orinda is very desperate shame all your exs dont like you shame the other one will rather live under the bridge orinda next time usanyenge varume let love find you kwete kuitwa benzi

Rebecca Nyasha Mangwende They both need to group up and rekindle their love kwete kuti nyanyasa slugging each other off on Soshari ivo vachinzwirana mwoyo

Amanda Mhlanga i think olinda needs to chill and takecare of her babies and stay healthy and stop being bitter and using that lil money she has sponsoring relationships . And stunner should stop being bitter his atm has finally realised she was being used to takecare of another woman
bhidzabhidza
Both of u shut up. We hard enough of u years ago thanks


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US