News

News

Celebs News

Celebs News

13 Apr, 2020 | Posted By: Staff Reporter
Tatelicious Sends Message To Mai TT Mvura Hombe

Queen Tatelicious has sent a message to Mai TT about her current stay in the U.K. 

Muchaziva ndichisekwa kunzi Gurundoro is now stranded muUK😂😂😂😂

Better ndaichengetwa nehurumende yeUK ndiri Asylum seeker hangu.

Zvino iwe urimo mudzimba dzavanhu uchikwamatata seuchadonhedza maAsbestas😂😂😂😂

Shasha yoatedza maraini manje muUK imomo ichishora vaskana vebasa ivo varivo vanoenda kumashows.

Hupenyu hausekanwe.

Ko iyo face akuzvimbei???????

Asi akaiswawo mubhodhoro rekwa Mukweso😂😂😂😂😂😂😂

Usamamire paunodyira,UK takaigara haidi dzungu😂😂😂😂

Maviews haasiriwo anoita turn out kushow.

Ende ukuasheta maraini😂😂😂😂😂

MVURA HOMBE should be in 5 star Hotels not kurara

pamasofa evanhu😂😂😂😂😂

Regai ndigare hangu mubako rangu rizere mvere dzana bhoki 😂😂😂😂😂


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US