News

News

Update

Update

21 Aug, 2020 | Posted By: Staff Reporter
Zvandasangana Nazvo Mukufamba Shepherd Kapanga Boss Moyo Vapedza Kumitisa Vana Vevanhu Muchitungwiza

Boss Moyo Dzorayi Moyo sezita renyu murikungo tunda pese pese. read below

Frnd yangu anenhumbu murume wacho akuti bvisa akuti bvisa Hanzi nekuti kumba kunemkdzi plus Hanzi ndine galfrnd ine imwenhumbu problem iripo murume uyu arikutora advantage yekuti muskana uyu mwana mudiki ndakambotaura naye akanditi munenhamo mukuda kupfuma neni this guy tashaya todiiko anizviti boss moyo mskna wake anenhumbu ndi dancehall singer sqaunder fire if possible expose him coz mwana wevanhu aahasisina chekuita akumutuka Nhasi atomuti mhata siyana neni anozviti anemari achirara vanavevanhu

Akuona horombo hwemskna Nhasi kopaaimubvisa bhurugwa aiiti arikudii Nhasi yanhumbu akutukirira

Hanzi bvisa nhumbu coz kumba kunewife and same time galfrnd yangu umwe anova sqaundafire anenhumbu yakuda kuzvarwa

Murume uyu anemashoko boss moyo ava ,

this boss moyo atonetsa kuno kuchitwn and ndikurwadziwa ne this gal she's only 18 why messing up her lyf kokutuka kwaaanoita mavalgour words yet he knows Wat he did

He's real name is Shepard

Shepard Kapanga boss moyo ndozita rake nehutsinye ryt now hatizive totangira papi pamwe akamukanganisa pahealth futi oti nhumbu oti Aids some pple varukuita hutsinye


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
freelance reporter



FOLLOW US