Hon Machakaire is not the Minister of Sport, Arts and Recreation. He is the Minister of Youth Empowerment Development and Vocational Training, kindly engage Hon Minister Sanyatwe. Machakaire ane basa guru kumaYouth. Hamusi muyouth imi mhamha. Miswai??Gogo nguva yenyu.ichasvika imbofaraiwo nevapihwa zanupf haidi zvevanhu vanopemha inokupai yega.Ndosaka makazodzingwa pama.pics namai titi ema Nigeria aye nenyaya yekuenda mberi.imbodzikamai mai Jilimba iye Tino wacho ndewe ma.youth madii kuudza Senyetwa zvichemo zvenyu..Murikurota sir wicknell vakupai 10000 usa...muuye kustar party yangu Sunday ndoda kukuonesai something kuti ndogona kotoshaya one star sezvamurikungoitwa ne zanupf.ku bluetickerHonourable after reading be likeHon Minister Tino Machakai
Aburitsa zvaari chaizvo ?kuda kutsvaga kuti titaure zvisirizvo tizonzi tiri insensitive?Greatman Music ndiwe here nhasi uno wakuisira vanhu mapost nekuti wakapiwa mota?? When did u become a politician?? Ndaizviziva kuti ukangoitwa recognized unosvipira vanhu vese..makarabwa...fadzayi mahere stood for a better tomorrow...une udyire iwe wakadii kuramba mota coz takakuitira go fund?? Why you didn't say please pamota iyi itai mawheelchair?? Nhasi ndiwe here wakutuka vanhu vakuru iwe tongai???.you are just like the rest moderfakasi tongai..Ipapa mota haasi kuida ayida imba ??manje manje uchanzwa kuti handina pekupakira mota,dai manditsvagirawo panoti pangu xaa but fadzai was right hakeHanzi fadzayi mahere
PLEASE SHARE ? | Mwana uyu anonzi Lillian Michelle Guyo (13 years old) from Hatcliff, Harare akashaikwa soon after a pregnancy test akaonejwa kuti anepamuviri akatiza pamba. Pane murume anonzi Takudzwa Lawrence Chinamasa ane 30 yrs anogara pamba apa and ane mudzimai wake waanogara naye so aiwirirana nemwana wedu asi taingoti kungofariranawo zvekuti akatombomubvunza akati Lillian ndomuona semwana wangu. Asi kubva pashaikwa mwana pamba baba ava vakasvika pakutora hembe dzavo pamba vakaenda. Apa mukadzi wavo pamba havachachengete sezvavaiita havasi kurara pamba. Saka tikuda kuzama kuonesa police kuti ndizvo zviripo varikuti tikuda evidence yakakwana kuti tizive kuti ndokwaari. Mwana wedu tirikuzi
Greyhound Coach Smashed In Night Horror At Penhoek Pass — Front Cabin Torn ApartGreyhound bus suffered a devastating collision in the early hours of morning at Penhoek Pass, Eastern Cape — leaving the entire driver’s cabin shredded open and exposing the mangled steering and dashboard components scattered across the asphalt.Witnesses describe the scene as a “nightmare on the highway.” “Its actually at Penhoek pass, last curve at the bottom. saw it at 4am being towed.” — Prince-kay Thobejane Passengers and motorists who came upon the wreckage said the impact was so severe it appeared as though the bus had crossed into the wrong lane — straight into oncoming traffic. Many are already deba
Gweru tokuzivai hedu asi apo makuita sei futi. Tanga tavebhoo wani. Umwe achauraya munhu chete Video racho ma1 mkoma anga akatsamwaHaaaa zvakaoma neni ndatyawo sekuru
Nyaya yekusungwa kwe Mapostori munoiona sei?Vakasvikirwa varipa Masowe?Vamwe varikuti mapurisa anodherera why targeting then vachisiya mbavha? Vanozozvinyanyawo masango ese ndivo vachisiya vadhota
Zimbabwean-Born Pastor and Son Sentenced to Life for Brutal Attack That Left Victim Without Hands A Zimbabwean-born pastor, his son, and his daughter-in-law have been sentenced in the eMalahleni Regional Court for the gruesome kidnapping and mutilation of 31-year-old church member Dumisani Mahlangu, who had both his hands hacked off in March last year. Pastor Solomon Mhlanga (66) and his son Enock (21) were today sentenced to life imprisonment for attempted murder. They were also handed an additional three-year sentence for kidnapping. The third accused, Poppy Mhlanga, the pastor’s daughter-in-law, received three years of direct imprisonment for kidnapping after the court found that she played a key and active role
How are yo plz send as hide moyo warwadza .pane mkomana aishandawo sevamwe pano paSA Boader achitove mnhu ari bhoe izvezvi ave kupenga . Mapengero acho anongoita kut pose paasvika arohwe akatyora mnhu ruoko ..akapinda muCar Sale akapwanya pwanya mota saka mmm anzwa nekurohwa nevnhu Chikumbiro kana pane anomuzivawo huyai mutore mwana tapota uye vanokandawo mumagrps tinokumbirisa muforward akasike kubatsira anotombokurura hembe kufamba ari musvo mapictures ake ayo pano paBoader anodanwa achinzi John Shumba chete ndiyo information yandinayo kwaanobva handikuzivi.
Hai Hai chiii kabenzi kechikadzi udakuura vana vani nema drugs xhaaaApa phone yayakadzima ska aitaura nami????? kuti akutorewa mapikicha vanhu vanofai ngavasungwe vanotikuvadzisaVanoda kusungwa vanhu vakadai kuda kuti shatisira zita renyikaVanhu murikuti arikda kuuraya mwana waani musinganzwire tsitsi driver uyo 10 years dzaanopiwa abatwa nawo ma drugs iwayo pamwe pacho vanhu tinehutsinye ko kutaura chokwadi kuti munei driver kana abvuma ega otakura achiziva
Ronald Muganhu, the Gutu District Schools Inspector (DSI), has passed away, leaving a deep void in Zimbabwe’s education sector.An official in the Ministry of Primary and Secondary Education confirmed the news, saying, “Mr Muganhu died in Harare today. His passing has left the Ministry in deep mourning. He was a committed and passionate educationist who dedicated his life to improving schools and nurturing young minds.” Muganhu was known for his tireless efforts in supervising schools across Gutu District, mentoring teachers, and ensuring quality education for students in both rural and urban areas. He breathed his last on Monday morning at Sally Mugabe Hospital in Harare, leaving behi