SAD? | We lost our fellow brother from Zimbabwe, vaimuziva ainzi Manake, who lived in Dunoon, Cape Town. He was stabbed during a robbery on Saturday and sadly passed away yesterday from his injuries. May his soul rest in peace.God protect every Zimbabwean living in SA. So sad hama dzedu dzakayenda SA dzikupera everyday. So sadNyika ino kuraramira nhamo chaiyo rest in peace brother
Runner vs Shofe Beitbridge?Utambidzwe umtaMbama Dambudziko paBeitbridge Border Post raive risiri dambudziko remapepa kana maZRP, raive dambudziko rehunhu. Upenyu hunofamba nekumhanya kwakasiyana-siyana, asi paBoder, mhanyiro yose yaidhonzwa nemari. Tichaona, uyo vazhinji vaidaidzira kuti ‘Chief Runner,’ akanga akapfeka sutu yebhuruu yakanyevenuka, hembe yeruvara rwejecha, uye bhurugwa re-plaid raipesana. Shangu dzake dzitsvuku dzedehwe dzairatidza kuti aive mumwe wevanhu vakabudirira mubhizinesi rekurongedza vanhu pakatarisana. Aifamba-famba achibhengera vafambi nevashofe, achivimbisa kuvapinza nekukasika mumutsetse wekutariswa. Pakatarisana naye paive naMhofu, shofe hombe, ane muviri waive wakabatana semuti weMupani. Mota
The Zimbabwe Republic Police (ZRP) is seeking assistance in locating 23-year-old Kupakwashe Ralph Dumba, who is implicated in a significant fraud case involving ZWG 452,245.64, equivalent to approximately USD 16,151.63. Dumba, formerly employed as an insurance sales and marketing officer, is accused of generating duplicate Point of Sale (POS) receipts from original transactions related to motor vehicle insurance and licenses between July 1, 2024, and December 31, 2024. Allegations of Fraud An internal audit revealed that Dumba unlawfully kept the proceeds from these duplicated transactions. His fraudulent activities were uncovered during a special investigation, which confirmed the extent of his deception. Du
Va Chari Veku YADAH PHD Ministries Votaura Kubiirwa Kwavakaitwa Na Walter Magaya ??????Huyai Munzwe Walter Magaya is a criminal uyu ngaagare mujeri ???????
WATCH | Serious accident at Belgravia Shops.Kombi yemushika shika Goes First otherwise unokuwara Shame Let's be cautious on the roads this rain Season
BINDURA ZVINORWADZA 3DAYS VACHISHAYA HAMA YAVO APA YAKADHIRI KIRWA KWAKITSIYATOTA ASIYA MUKADZI ANE NHUMBU INE 9MONT Zvakaoma anenge ati regai ndinotsvagawo kuraramaMy heartfelt condolences to the family who lost a loved one in the mining sector. It’s never easy to lose someone who worked hard to build a better future. May you find comfort in God’s strength and peace To our nation, may we create a safer, more supportive environment for all workers. Let’s build a country where every life is valued, and where opportunities uplift, not take away. Together, we can change lives for the better
Anonzi mashop dambu Apa she is a prayer worrior Saka varikutsamwei iwo vabaBut mavakutoshungurudza munhu.varume vacho makadhakwawo regai vakadzi vacho vabe.mukamuona kubhawa munenge muchitoda kunyenga mahara nxaaaaaa.kushungurudza munhu zvimabhurukwa zvecoin
Chii chirikuitija veduwee. ????? A BRAWL between a Dangamvura couple ended tragically early this morning when the husband allegedly fatally assaulted his wife while their four children were sleeping in the next room. Police have since arrested the husband, Brian Mudzimwa, for kill..ing his wife, Winnet Rafemoyo. Mudzimwa was nabbed in 30 Miles area under Chief Zimunya where he had fled to. After discovering that he had killed his wife, Mudzimwa rushed to his neighbour intending to buy rat poison to take his own life, but could not do so as he had no cash to make the payment. He allegedly fled to 30 Miles where he contacted his relatives enquiring about the state of his wife. Relative
Makadii. Tiri kutsvagao hama yedu anonzi Tatenda Masirivha.akabatwa nehome affairs ari kuCenturion muna September last communication naye yaive kuma7pm manheru achiti tikupinda mucourt haana kuzombotipa update kubva ipapo.Takaenda kuPretoria central vakati vakatorwa vakaendesa kumadifferent jails.Takaenda kuLindela haako tikaenda kuMpumalanga tikamushaya zvee hatichaziva kuti aripi.kana pane vakamuona or vakuzivawo kwaari ndaikumbirao mundibate panumber idzo +27630471390 I have attached his picture.Thank you
DISGRACE: These ?naughty people were caught having s.....*x outside a church in South Africa. They were even wearing their church uniform. ? The shameful act was recorded on camera, and this has caused outrage among Christians who are lambasting the couple for utter disrespect. ?Did he pull out???And then they will blame the devilI would open the car window and say hie ??