Saturday, April 13

Celebs News

March 03, 2024

Malvern Luther Pazvakavambwa Ojamba Border Ke Zambia Kuba Vana Va Fadzai Maupa Report Kuma Purisa Makaona Vana Vakabiwa

Malvern Luther Pazvakavambwa Assylum Seeker Weku UK Ojamba Border Ke Zambia Kuba Vana Va Fadzi Maupa Report Kuma Purisa Makaona Vana Vakabiwa           Malvin Imbavha dealer irikudanana ne C10 ReZanupf kuba vans va Fadzi Maupa . If you see these kids report to police.Malvern is a violent criminal with links to car robbers and armed robbers Fadzi is not safe but risking her life to get her kids back . 

December 11, 2023

Zvirikunzi Zahara Akaisirwa Poizeni by Family Member After Lobola Celebration

Zahara's family allegedly claims that one of their own poisoned the singer The incident reportedly happened days after her lobola celebration, where Zahara was allegedly done dirty by a close relative Mzansi continues to send prayers to Zahara, hoping she makes a successful recovery.   Zahara's family has allegedly opened up about the singer's condition. It's reported that the Loliwe hitmaker was poisoned by a family member just days after or during her lobola negotiations. Moreover, the family also believes that the singer singer was bewitched by her family, which led to her hospital stay.      According to ZiMoja, a close family member opened up about what may have led to the singer's health complications and ultimate hospital st

November 14, 2023

Zvema Slay Queen Muchazvirega Stunner Girl Omufumura Ku Instagram Hasna Kana Mari Urombe Handichamuda

Desmond “Stunner” Chideme’s ex-girlfriend, Mazakeen Jade, has revealed that she has been rejecting his advances as he tries to get back with her due to the fact that she believes the rapper can’t take care of her financially.           Stunner and Mazakeen’s relationship drama has played out in the public eye over the past few months, with the rapper’s flirting with ex Olinda Chapel sparking waves of rumours in showbiz circles.         In a series of Instagram posts recently, Mazakeen shared information that suggested Stunner has been pestering her for a reunion.         Mazakeen also shared a WhatsApp conversation in which she accused him of

November 14, 2023

Paita Kusawirirana Tendai Biti Haasi Kufara Na Nelson Chamisa Zvaarikuita Muparty Oti Iyee Haasi Mutengesi Wezanupf

Former Harare East MP Tendai Biti has finally responded to accusations that he and fellow senior leader Welshman Ncube are behind Sengezo Tshabangu, the self-declared Interim Secretary General of the opposition Citizens           Coalition for Change (CCC) who is unilaterally recalling legislators and councillors who won on a party ticket in the August 2023 elections.In his statement titled “Zimbabwe at a               Crossroads,” issued on Saturday, Biti slammed what he labeled as “malicious and defamatory” allegations that he was conniving with Tshabangu to instigate the recalls which are disrupting the CCC which is led by Nelson Chamisa.     &

November 14, 2023

Obert Moyo Azobatwa Asungwa Nemapurisa Eku Manchester UK Mushure Mekunge Auraya Mukadzi Wake Pamberi Pevana

Obert Moyo, a 45-year-old Zimbabwean man, has been charged with the murder of fellow Zimbabwean Perseverance Ncube (35) who was killed in front of her two children in Manchester on Friday.           Neighbour Kealey Pinkey, 52, said: ‘The woman came running out of her house in just her underwear with a man chasing her.             ‘Her two children were with her and witnessed what happened, which is awful. I know one of the woman’s neighbours went over to help after she collapsed in the road.

November 14, 2023

Harara Kuwadzana Mukadzi Oda Kuzviuraya Mushure Mekunge Asvikira Murume Wake Achikwirana Nemuzukuru Mubedroom Mavo

ndivigei yangu haisi nhoroondo sis ndakaremerwa ini.ndine muzukuru mwana wehanzvadzi yaatezvara         Vangu akauya kuZim kubva SA akauya hake asina kufona kuti gogo ndakuiya saka hubby ndiye akatozofonerwa kunzi sekuru tauya huyai mutitore Soo vakati gogo tauyawo tirikuita 2 weeks coz tikuda kusiya tabhadhara stand takafara zvekuti nahubby kuti vana vagona kaa stand takaiwana tikatoperekedzawo vana kuCouncil kunogadxirisa zvose           zvaidiwa saka saka Sunday last week muzukuru komana akati akudzokera akumbosiyawo mkadzi zve 1 week otumira Mari yekuti mkadzi wake atevere zvino chazondityisa ndabuda ndichiti ndiende kubasa ndabatwa nenungo dzimosemesa ndasvika kutown ndangoti regai ndifone kubasa nditi ndait

November 14, 2023

Breaking News Update Zvavekutyisa Benoni Wattville Mukadzi Wekuuraya Murume Kokucheka Cheka Mushure Mekunge Body Yatadza Kutsva

UPDATE | Mukadzi wekuuraya murume wake kuWattville, Benoni, zita rake anonzi Tatenda Mhlanga, born in Seke, kumusha anobva kwaChiv           i. Murume wake zita ainzi Brighton. So mukadzi uyu arikunzi akauraya murume musiwe Thursday, atambozama kupisa chitunha zvikaramba, akazobatwa nezuro achida kunorasa chitunha.           On Friday akaenda kuhama dzemurume nePassport akati hama yenyu iri missing apa achiziva hake kuti munhu akafa. Anyone with info, please contact the police on: 08600-10111         Previous Post: Nezuro kuWattville, Benoni pane murume nemukadzi vakabatwa vane Suitcase ranga rine chitunha chakadimburwa kuita maPiece maPiece. Pavakamiswa nevanhu vanga va

November 14, 2023

43 Year Old Stunner Oda Kudzika Kuna X Wake But Iye Oti Handidye Blambi Hombe Haandipe Mari

43yrs old Stunner begs 21yr old ex lover Mazekeen Jade for reconciliation😂😂😂Stunner ari broke hake but atleast his charm gets him any woman he wants, unozosara wakuona kubroker wapedzwa panonaka           Gogo Olinda vasanganawo naro here rekuti mukomana asuwa kechidiki?Ndozvinoita life, waunoda wacho haakude ,           Waanoda wacho ane wakewo asingamude,         Example (Titan anoda Olinda 100%)   (Olinda anoda stunner 100%)   (Stunner haade olinda )   (Stunner anoda mazekeen)   (Mazekeen anodawo boyfriend yake isingamudewo)

November 14, 2023

Zvinorwadza Kutyisa Nekushamisa Tapfumanei Masaya Akabiwa Musi we Saturday Night Nezanupf Azowanikwa Akafa Akapondwa

Murume uyu ainzi Tapfumanei Masaya we CCC Akabiwa musi we Saturday (abduction)         Weekend yese aitsvagwa nehama dzake pamwe nenhengo dzeCCC asi haana kuwanikwa         Body yake yakazowanikwa iri muMortuary nezuro.Zvirikunzi yakaendeswako nePolice  MHSRIP          Atleast body yake yawanikwa,family yake inoitawo closure,imagine mhuri yekwa Dzamara on Itai 💔   Vaya vanositi fake abductions muripi????           Mafara ka afa🤦🏾‍♂️🙄 Does someone have to die for you to come to terms with reality?? I have no respect for anyone who condones this I don't care who you're,whether you

November 04, 2023

Vanhu Voshamiswa Zvinonyadzisa Chokwadi Tallyn Kupedza 12 Years Usina Kuona Mai Vakakuzvara Here

12 yrs mnhu anenge ambori pai chaizvoNdimai vako zveshuwa here Norah?Shuwa 12 years usina kuona mubereki but uri busy kutengera ana Nox ma flights tickets,this life no balance zvakanaka zvinengei…Saka           wakapendesa imba last week uchiziva hako kuti wakuendako and hakugarike nemadziro akasviba. That’s being selfish wakadii kupendera mai madziro kudhara nhaiwe Norah.         AFTER 12yrs Ndisina kuona Amai vangu I had to surprise her. She didn’t know that I was coming I told her kuti ndakatumira ma bag for you then to her surprise i was the bags and this was the surprise day . It was a very emotional moment at same time happy moment video on the way.        

1 2 3 4 5