??Tirikunyarara baba ??? Updates Hohodooo bybit hanzi ane murume guys pese apa hanzi ayinyepa hanzi aka tdindidzana anaamai wakwe kut asataure kuti ane murume kuti awane kubetserwa ini hangu sa TN Hippoh 023 handisat ndazvibvuma ndichiri kufungidzira kuti i content aaah but chitori chokwadi mudikana ane murume apa. Murume haatozivikanwi kwanaambuya zviriko her izvi musikana atsemura moyo wevanhu chokwadi pure m atorinani akangozvibudira pachena kuti ane murume wake uya haachadi kudzokera kuchikoro uuumm tiri kunyara baba rangu zita ndonzi TN Hippoh follow our page for more information and updates
Vakatakura madzibaba apa vanogona romance sei kushata havo face???? hanz chingondipai henyu mwana wacho imimi madzibaba Nyika Yashata Video Amwe ma church government ino fanira kutora matanho avhariswe zvachose hakuna Chinatown chakadaroNdosaka kumaDNA zvikunetsa
PLEASE SHARE? | We received this information a few moments ago. This evening, Nkulumane Councillor Bruce Moyo posted on his WhatsApp status that two Toyota Fortuners without number plates and a small car with a GP plate were following him. His phone is now unreachable.
Zvakamishatira mface wedu. Hanzi haagone kutenda. Colby Covington was filmed calling his former teammate Themba Gorimbo "the ungrateful motherf**ker who we used to feed" after spotting him at the UFC PI, as reported by Sportskeeda and other outlets.
Nhasi masocial media abvunzurudzwa zvikuru mushure mekunge mwana weUniversity of Zimbabwe ane makore 19 anonzi Brenda abuda muhurukuro apo vanhu vakatanga kugoverana vhidhiyo yake yakabuda zvisingatarisirwi paWhatsApp neX. Vhidhiyo iyi, inonzi yakatorerwa ega uye isingafanirwe kusvika kuvanhu, kukakavadzana kukuru pamusoro pekuchengetedzwa kweprivacy, mvumo uye kushungurudzika kunosangana nevarikura muzera iri mumamiriro ehupenyu hwepamhepo. Vamwe vanhu vari kukurudzira kuti nyaya iyi itariswe nerudo nekuregererana sezvo vechidiki vachigona kukanganisa kunokura kana kwasvika online. Mukirasi nepauniversity panonzi pava kukurudzirwa vanhu kuti vasaenderere mberi nekugoverana sezvo mhuri yaBrenda ichikumbira kuti kuparadzirwa kwevhidhiyo kumiswe.
Mhepo dzasimuka munyika ye Zimbabwe ??????? ?Mukomana uyu arikufarisa kutsvaga jeriThese Ama2k, do they really know the consequences of posting such nonsense on Facebook? Given a scenario that, the boy refused to marry that girl inthe future, who on earth would take that girl, Mothers teach these kids hunhu unofanira kuchengetedzwaUmm haa pakaipa school fees ikuendera mahara apa zamu kunge richaputitswa remwana wevanhu kutadza kuchema hake mwanasikana kuita rekukanyaPlease discipline kuzvikoro uko Hurumende muripiko pindirai hatidi hunhu hwakadai.Uyu mkomana anoda kusungiswa chete mwsna uyu akurwadziwa veduwe apa akuseka hutsinyeDairibord yakabatwa kuti dzviiii ??Haa! mwana asvinyangwa,maiwe-e zvangu.
Va Chari Veku YADAH PHD Ministries Votaura Kubiirwa Kwavakaitwa Na Walter Magaya ?????? Huyai Munzwe Walter Magaya is a criminal uyu ngaagare mujeri ???????
Gweru Medical Doctor arrested for using Mutoriro in Gweru Farikai Manjeya (49), a medical doctor from Gweru, has been arrested together with Tafara Chigoya (28), Kudakwashe Godknows Mutata (29), and Tariro Pambwa (35) for possessing and using methamphetamine, commonly known as Mutoriro. Police received a tip-off about drug activity at the doctors’ cottages in Gweru, where Dr. Manjeya lives. When detectives went there on November 9, 2025, they allegedly found Dr. Manjeya and the others smoking crystal meth using J-pipes and lighters. The police seized the items and arrested all four suspects. They have been taken to court and are being held in custody while waiting for their bail hearing
Ava ndovari kutsvagwa vakatizira zim from Capetown vakarapper mwana wavo kakawanda akaita nhumbu vakamubvisa .Varume vakadai don't deserve mercy at all kungobata vovharira mujeri makey mokanda museaHe looks very evil in his eyes. Munhu kujeri.I know this guy taigara same area mbanje aidziwanza haaa benzi rababaVaripo vakamirira kumamira munzira vohwanda kuti panongedzwe vemunyama .Zvichida mwana akamitiswa hake nevachenjeri zvongozonzi ndeava . Mwana aichengerwa naBaba vachiona mafambire ake , Mai vachiona izvi havana kufara nekuti vaiziva kuti mwana anozivavo zvimwe zvivanzwa zvavo . Mwana ndokupfimbiwa mukutamba kuchikoro akapiwa mimba Mai vachiziva , yakachinjwa nyaya zvikanzi baba sez
25 Injured in Bindura University Bus Accident By Tabeth John A Bindura University bus accident left 25 people injured yesterday morning along the Harare–Mukumbura Road, north of Bindura, towards Mt Darwin. The tragedy occurred near the 88-kilometre peg when the bus driver reportedly lost control of the vehicle, which veered off the road to the left and landed on its side. All 24 passengers on board, including the driver, sustained varying degrees of injuries. The injured were rushed to Bindura Hospital for medical attention. The bus sustained extensive damage, with its front offside deformed and windshields shattered. Police from ZRP Bindura Traffic attended the scene, and the driver, Matro