Friday, April 19

Celebs News

October 13, 2023

Pokello Kungoganza Nehembe Dzema 20k Usd Asi Kana Chaakambobatsirawo Mari Iyoyo Ma Ambulance Mangani X Jap

But Ndoshaya ana Pokello varikudya Mari Dze Goverment kushayawo Moyo here wekuti angoitawo Chi Project chekuvaka Ma Hospitals amana Kungonakidzwa nekuposter hembe Dzinodhura         Vamwe vachitambura here ...Chete kufa Ndekwemunhu wese😭😭😭       We need a solution in this country.....a very independent solution, we stop pointing the blame, nekuti hapana kwatinosvika, tikawana madonations, then we renovate our hospitals, one at a time, I guarantee you tosvika somewhere chete, it has to begin nesu,         one step at a time, for now mai Nandi vataura zvema ambulance, we pray dzinouya, dzoendeswa kuma major hospitals, Harare Hosp, Pari, Chitungwiza Hosp, then ku Blues too, then totsvaka

October 13, 2023

Madamboss Votukwa NaMambo Ndini Why Urikuti Ndarwadziwa Zvisingaiti Nerufu Rwa Garry Mapanzure Kungoda Clout You Never Supported Her Arimupenyu

Ana Mambo ndini zivai zvekubhadhara mari dzevanhu dzamukadya musada kungonzi unoziva kutaura, rega vanhu vanyore zvavanoda..         Bhadhara zvikwereti uko     Ataura shuwa. Madam boss is just dramatic.most ppl ddnt even know garry but ivo ma socialites acho had the chance to push garry's work imagine akatobudisa album but hatina         kumboriona pama walls evanhu .nxci vanhu vari fakeHaanyepe hake vese vari kungoti ndarwadziwa kani kana 1 day ravakambomuisawo pamapage Pavo         kut atrende zvake ASI nhasi ingori ndarwadziwa kani aaaa drama rachoBut ataura chokwadi Wamuri kutuka ma celebrity mazhinji vaisambomuona Se chinhu i agree with Mambo on this ...vamw

October 13, 2023

Seh Calaz Vochema Garry Mapanzure Watirwadza Asi Vanhu Vanochema Munhu Afa Maisamupa Rudo Arimupenyu

Rip Gary superstar may your family be comforted waenda nenzira inorwadza ,you will be appreciated more usisipo,it’s sad kuti vanhu ndo zvatiri not in zim             chete but the pasi rese ,tokusimbisa zvekuti unoita kunge uchamuka wafa ,Urimupenyu inenge ingori ,haa mazuvano dzanyarara,apera dzangovee nharo.           Mazuvano ini hangu I dont expect much from people , one way or the other mune musi wamuchagara pasi listening to all the songs you bluetick today ,haa           ndarwadziwa ,zvakunzi inga zvai togona nhai ,yet mweya nenyama Pazvaive pamwe chete kwaingova kushoropodza nekudzikisirana#iwetaurisaiwe#takaipfuura#siyaimwanaaende  

October 04, 2023

Maitt The Most Liberated Prisoner Munhu Anongobuda Paadira Mujeri Sei Hama Dzedu Dzisingabuditswewo Zimbabweans Complaining

Out of Prison Everyday doing talk shows, concerts , the most liberated prisoner to come out of Zimbabwe. Tichadzinzwa nyaya dza VaChihobvu!           Nemi maGhandijeri tichakunzwirai.Todao hama dzedu dzibudeo dzichikumbira ruregerero kumhuri yeZimbabwe paradio         Haaaaa vanhu vanozvarwa ne ropa rakasiyana honaii mumwe akakomborerwa hake anoenda chero paRadio kuzvikoro anoita zvaingoita aripanze chero ariko kuchizarira kozotiwo mumwe anongovengwa pasina kna chaatadza umwe anongori wekutukwa nekusekwa uyu anezodzo hake🤝           Kkkkkk taura hako Shanti iweee😂😂🤣😂🤣🤣🤣. Ndatombodawo kudaro ndikashaya wekuudza😂🤣😂😂😂

October 04, 2023

Ketina Sister Debra Masomera Ndipastor Hope Achasunungurawo Mhuri Yavo Iye Oti Ndinonamata Ndinotsanya Ndinochema

Vanhu vemumusha maMasomera vane moyo wakanaka kuri kudzimwe mhuri zvataurwa apa dai kwakudanhwa dare kunzi vakataura vega kuti vana havasi vemumusha muno         DNA yakutophonerwa but I think vanhu vekwamasomere vanotonyarawo ne munhuri iyi vangasatofare kuti havasi vedzinza ravoDebra ndiye achasunungura mhuri yavo ..           Mwari vachapindura zvavo kana nguva yakwanaMai vari busy kutaura zvinyadzi umwe mwana ariwo Pastor nekuside zvinhu zvacho ,nhai vakuwasha vavo nana mukurungai vanotii weduwe         Vese vanoda kuita ma socialites, sekuru vakasvika vatove ne page Doreen ane page  Pastor ,evangelist vane page          Gog

September 24, 2023

Kushaya Matyira Or Inzara Nenhamo Ma form 2 Maviri Asungwa Abira Mai Mnangagwa Zvakaoma Hazvo

Shocking Theft: Form 2 Students Arrested for Stealing First Lady Auxillia Mnangagwa’s Laptops         Shurugwi, Zimbabwe – In a shocking turn of events, five Form 2 students from Chrome High School in Shurugwi have been arrested and appeared before Shurugwi Magistrate Sithabile Zungula after being accused of stealing 16 laptops.           These laptops were generously donated by none other than the First Lady herself, Auxillia Mnangagwa, to Selukwe Primary School.The accused individuals, whose identities remain undisclosed due to their age, not only made off with the laptops but also broke into a school tuck shop, leaving a trail of stolen goodies in their wake.       T

September 21, 2023

Zimbabweans In South Africa Anenge Abatwa Ne Home Office Immigration Anongoti Hatibude Movapa Picture Iri

wese anenge abatwa nehome affairs show them these pictures they will release you ED and Ramaphosa are friends hatingadzikwe kumba kwasahwira wababa vedu🤣🤣         Africa nevatungamiri vayo bodo🙆🏻,Vavakidzani voita meeting yekusimbisa hukama pakati penyika mbiri idzi kuAmerica..           Team iri most their time vanoswera vachituka western countries vachiti mawestern countries arikuda kupamba nyika dzedu ....kunoita meeting yekusimbisa hukama munyika yemhandu .....maboora ngoma aya.

September 21, 2023

Seh Calaz And Munangagwa Kuita Mapatya Pavekuda Tinashe Mugabe

Kkkkkk Tinashe mugabe we need you asap 🤣🤣🤣🤣 mubhanditi anooneka ne nharo pamuromo kuti ummmmmm chakatodza bamboo chinenge cheku royal😂😂😂🤣         bt vane masimi zvavo. Kungozo siyana panjere chete zvobwo aive ma thnk-tank ayo. He's the 1 who called fo sanctions on zimbabwe kwete nhema dzamuno swero udzwa nezanu dziya         Ukuziva hako kuty waona zvemashuwa shuwa hako🤣

September 21, 2023

Ghost House In Waterfalls Imba Yezvipoko.Mukadzi Aigarapo Akabva Orondedzera Zvaiitika Mumba Umu

Ini ndakapagara apa.....handina remuromo..Imagine you are alone in the house the you hear someone sneezing,Or you are pressed newiwi you go kuToilet then the toilet door roramba kuvhurika wakuda kudzokera kunorara hako all defeated then mobva maflashwa.           Zvakawandisa kani.All i can say is the ghost doesnt hurt you but chinokuonesa ndondo zvekuti unobuda chete muterritory yacho.Waterfalls has always had ghost stories especially old houses.inini lve only had one ghost experience in a rented house in           Botswana the day we moved in we saw a huge shadow moving from wall to wall funny and scary that shadow also had its own shadow.takangotarisana tikasimuka kunorara      

September 21, 2023

Tinashe Mugabe Ngaangobura Pachena Kuchiri kubatsira Here Uku Or Akutofemera Mugotsi Ma Soko

Tinashe ngaangobura pachena ataure nyaya yake kuchiri kubatsira here uku or akutofemera mugitsi ma soko       Tinashe visited kamkono ketsambarafuta too vamupawo envelope yemari ok fine but handina kumbonzwa achiti thank you nhaimi angogamuchira ndokuisa pasi akaita Seiko murume uyu tKugweru uko siyabonga,tinotenda,thank you nehuku dzamapa           Mrs mkono ukuwo tinashe avapa envelope yemari yekubhadhara school fees yevana plus nekutenga futi zvimwe zvipfuyo soko vagara tatata manje plus hanzi natinashe tiri kudzoka futi very soon nedzimwe pasuro izvezvi muchaona kamkono koda kudzoka           kumba, kuna vamugabe nevamwe vese vabatsira tinoti mwari vakuitirei zvidhafu dhafu

2 3 4 5 6