Vp Chiwenga Speaks Pashata Manje 2030

Vazhinji takarasikurwa zvakanyanya nevabereki vedu munguva yehondo kwete nekuti vanga vabata pfuti ba but nekuti vainzi vari kutsigira magandanga (terror!sts). Saka tinofanira kumbomira tese senyika tichitarisa kuti zvakafirwa nevazhinji pa46 years dzatava nadzo idzi zvirikumboitwa here.

 

 

 

 

Tine zvinhu zviviri zvakanga zviri pamberi zvakaita kuti isu tibude mudzimba kuenda kunoti zviri nane ndife hangu ndichifira kusunungura Zimbabwe nyika yaBABA

 

1. Land: Kuti mwana wese wezimbabwe awanewo pake paanoti apa ndepangu munyika yake.

2. One man one vote: kuti tikwanise kubvisa vatungamiri vatinenge tisisade zviri pamutemo like panguva iyoyo Smith aivhoterwa nevarungu nemwe vanhu vashoma shoma verudzi rwedu rwevatema.

 

 

 

 

Musakanganwe kwakabva nyika yenyu garai muchirangarira nekuichengetedza inhaka yenyu.

 

General CGDN Chiwenga ??

  • Share: