Friday, April 19

Celebs News

September 21, 2023

Kelly Khumalo Kupfeka Dress Rema Intestines

Kelly Khumalo pane basa 🙌last time raive rezvidhori, this time ndere ma intestines 😐       She wants to bribe us nekutisekesa nehembe dzake so that we forget what she did ,manje no she will go to jail.She's unique majaira ma dior e 5usa       Kupfeka kwekut unoshaya confidence dzekufamba🙌

September 17, 2023

Mashura Wasu Murume Mukuru Morepower Akupfeka Magogi Vanhu Voti Tasuwa Vamugabe Ndokudii Ikoko Munyika Ngaasungwe

Kkkkk saka wasu akutopfeka maheels 🤣🤣🤣🤣 VaMugabe mukai vanhu vaye vatanga       Ini handingambodi kutorwa pic na wasu uyu ...i don't endorse zvekupenga izvi zvehwenge mhuka hwenge bere ...kana urimurume be a man...uri mukadzi be a woman aaghHandisikuti chii kana kuti chii but kufanana kwa Wasu na Miss Universe minus pendi kurikutoda Tinashe Mugabe.           Pasi nengochani ?morambira ani ivo vakazarisa kutongofanhira kudzidza kugara navo muwood mangu mutone 6 takatombotanga chisvipa dzamara tajaira hatisina nda navo ngavaite yavanoitaMu core show wha care..         Murume anozviita mkadzi nxaaa Wasu ngaasungwe

September 17, 2023

Wasu Replacing Maitt Arikukwana Kwana Kuvanhu Vasingafarirwe Na Cat Mother

Ari kukwana kwana fani wasu people seem to like her. I see she took pics with most celebs there.         Hezvo inga atove celebrity Wasu ndaona ana Queen of Swagger         Pasi nengochani ?morambira ani ivo vakazarisa kutongofanhira kudzidza kugara navo muwood mangu mutone 6 takatombotanga chisvipa dzamara tajaira hatisina nda navo ngavaite yavanoita

September 17, 2023

Comic Pastor Voti Ndakonogeza Chembere Ndakuita Zve Nurse Aid Zimbabwe Yarwadza Iyi Sarai Mega Na Dambudzo

Munhu wese Ku nurse aid munhu wese Ku UK. Congratulations comic pastor       Zvamanje manje pazim parikuremaKuchasara kusina vanhu kunyika inonzi zimbabwe         If akadaro akagona bt akangofanana nesu mukana urimuno tingade kuenda kunze tinganyepe team yemadrama iyi haiende zvekudaro

September 17, 2023

Enzo Ishal Akapfeka Zvake Guru Ku America Maartist Edu Anotambura

Ko Enzo akapfeka maguru from amerika😂😂😂🤣Ndaona chitop chinenge cha Enzol ndikada kuchitenga ndikachisiya 🤣🤣🤣🤣 so i was right with my thought         musamudaro Enzo ndiye wekumboimbiswa nezino yechi Satanist "Highest Score" anoda zvinhu vanongoenda kunoenda mhepo ndiyo type inogona kungodhendefurwa nhingirikini kkkk         Shuwa vapfanha ava mukavaregerera vachapenga makatarisa muchingoti ifashionKupfeka mamvemve murume mukuru mapere achipfeka zvinodhura hawo so sad

September 17, 2023

Varoora VekwaMunangagwa Mukadzi Wa Emerson Junior Nevamwe Vake Pane Watisiri Kuona

Vakamira nekugona ma, smart ku chena vane orange avo skirt ndo national dress yacho here it's not making sure         She is so beautiful ❤️ unobva washaya kuti varume vanodeiko zvokwadi hyena Hana kumbonaka😂😂😂😂         Sis ve30pairs varipaikoAkabata mic akachena plus akafitwa vamwe avo hameno

September 17, 2023

Millionare Olinda Oshura Lovenes Hauna Mari And Unopfeka Fake Alibaba Nekuti Mari Yemaguru Nesadza Haitenge Bag Rangu 1

Zvaizvozvi Mai Nandi 10 Ravhunesi O . Nhasi vaswera kupotsa ma motivation qoutes muswero wezuva ,But masiriri akapedzerwa zvake not zvekutamba plus anotaura ega kuti ndotengerwa nechikomba.           She's actually not acting her age. Wari padhuze naKetina please muudzei kuti she runs a business zvasiyana namasiriri uyo.         Achanzwa nekungoramba achidaidzira maStars zvimaWig zvisisatengwe because hapana munhu ane dzakakwana angatengere munhu anogara akaita hakirosi everyday really.             Apa vanhu waimutengera kumunzwira tsitsi because wanotoziwa kuti anozvitenga kuAlibhabha hahaBest friend wa paradzai hunidzanaiwa chingwa chehondo again and againI

September 13, 2023

Shirikadzi Dzoita Makwikwi Kukorokotedza Dambudzo Munangagwa Grace Mugabe, Joyce Mujuru ,Eunor Guti

Shirikadzi dzoita makwikwi kukorokotedza vaDambudzo Munangagwa       Grace Mugabe, Joyce Mujuru naEunor Guti 🤸‍♀️🤸‍♂️😂😂😂😂hapana asingadi mboro            Dzanzwa nezemoBut ma Zanu mwari ave nemi sure kuita Zimbabwe Private Limited. Sure hre ED kuzadza Cabinet ne family yake 🙄

September 13, 2023

Chiwenga Haasi Kufara Zimbabwe Ichangochinja Zita Yonzi Munangagwa

Chasara kungobvisa zita re Zim rakunzi Munangagwa kkkkkk nyika unotongwa nevana vayo kkkkkkEven amwe ma leaders ari mu zanu anenge akanwiswa mvura yagezeawa munhu akafa kuzungaira kusvika pakut munhu anoita zvanoda iwo wakatarisa.         Shame ndikunzwira vana wedu tsitsi towasiira chii chawanozotiwo takawaitira. Apa isu tikuwomeserwaZimbabweans we're fools uye tirimagwara haaa kusvika tamuka regai timameChiwenga ndiye rimwe ziduzvi ungatendera nonsense yakadai chokwadi ndosaka mary aida kuripedzisa dai zvakafaKusvika tabatana sema             Ndebele tichatongwa kusvika tosura mhepo mudumbu musina chirimoWe deserve everything that is coming our way.....go Munangagwa go, Isa netuzukuru tune ma5years

September 13, 2023

Jahprayzer Oona Maiit Kuchikurubhi She Was Lookimg Clean Jeri Ratochinja Kubva Zvakapinda Maitt

Inmates are looking fresh and having it soft.Different entertainment to cater for everyone.inmates are getting quality leisure time .       Prison its a correctional point,unotobuda wasombodi,kungati our kauntri ikudyirwa zvikwanisiro cheteWow nyc improvement kwasara wo environment ye mukati.         Zvinana magumbeze chero ma mattress ne chikafu chiri naniNdeipi mhosva inoita kupara ndinoda kuendawo ndino ita computers

3 4 5 6 7