Varume vaviri ava vabatwa nhasi husiku mushure mekunge vapaza imba vachida kuba iri pedyo nemashops eOverspill Shops vachishandisa bolt cutter iyo.
Vanonzi vazotiza vakaenda kubhawa ririkumashops kunova kwavazobatirwa. Parizvino varimumaoko emapurisa. Tichakuzivisai zvizere kubva kumapurisa edu eZRP avo varimushishi kuferefeta nyaya iyi.
Vagari tinokuyambirai kuti tichengetedze dzimba dzedu, tisasiye dzimba dzisina vanhu kana tichinge tamboshanya.??????vedio mucomment section ??Kkkkk hanzi handichagoni kunzwa nzeve dzaparara Bhule kaaa??