Tuesday, April 23

Celebs News

October 21, 2023

Mai Ava Vari Ku Pretoria North Varikugara Mugomo Vanoda Rubatsiro Vanobva Mberengwa Ku Danga

Mai ava vari kurwara njere vari kugara ku Pretoria North mugomo .         vanoti ivo kumusha vanobva ku MBERENGWA KU DANGA. kumba kwavo kunonzi kwa ZIMHARE ngati batsiranei vawane hama dzavo mupostewo ku fb nekune mamwe ma group           I hope she finds her relatives as soon as possible cz maipa muPretoria North zvichienda kuWonderpark vari kubata vanhu vachitora maparts it's a crime hotspot

October 21, 2023

Tanaka Uyu NeMurume Wake Madzibaba Ebuka Lotus Attridgeview Pretoria Akasiya Auraya Mwana Nekumubvisa Maziso And Privates Parts Varikutsvagwa

Muskana uyu anonzi Tanaka arikutsvagwa pamwe nemukomana wake aizviti madzibaba vakauraya mwana weshamwari ya Tanaka mwana wacho uyo anonzi Ebuka kwakusiya vamubvisa maziso nemaprivate part muskana uyu aigara kuLotus Attridgeview Pretoria, abva asiya abatidza fan kuti hwema usanhuwe.           mwana arikunzi anenge akafa saturday asi akazowanikwa wednesday mumba umu apa Tanaka haaskuwanikwa kwaari.mai vacho vaenda kumortuary nhasi kunoindentifer chitunha hanzi vasvika akubuda honye atoita white           apeelika skin hanzi kumortuary vati vanoisa mumafridge kana munhu aziikanwa hama dzake.hameno vasina hama dzinovaziva vanodii nhai         Anyone with information of thei

October 21, 2023

Oscar Mukahanana Rev United Methodist Church Onyadzisa Wobuditsirwa Zvinhu Zvavaiita Vachidya Bota Zvsita Vazviurayee Nemushonga Wemakonzo

District Superintendet of UMC Harare East District Oscar Mukahanana committed suicide after his voice notes note were leaked pa group remaexecutive members.             Voice notes circulated and he was asked by his congregation and family to step down. He went ku lodge Thursday manheru and committed suicide by drinking a bottle of poison.          Here are the audio notes kune varikumatsvaga

October 21, 2023

Rutendo Faith Uyu Anobva KuKwekwe Arikugara Mustreet Ku Rosetenville Arikurwara Nepfungwa Anoda Rubatsiro

Hidey Zita anonzi Rutendo rimwe zita hanzi anonzi Faith anoti anobva kuKwekwe ari kurwara nepfungwa uye akugara mustreet, anoti aimboshanda ku rosetenville.         Zvimwe anopindura zvimwe hapindure           She is in boysens , muna 44 maxwell street ndokwanga ari please help.       Please help vanoda nhamba please inbox admin

October 15, 2023

Brenda Wekudanana Na Freeman Otaura Haana Dora And Kunhuwa Haanhuwi Hake Weti Anechirwere Chemweya Unongosimuka Zvakaoma

Freeman haana Kadora imi musanyeperane Ane Mukwende wemboro uya         Akambodanana ne friend yangu long-time ago haisi wet anonhuhwa hudzi itori problem iri paari kubva kudhara chero akachena sei hutori hurwere hune vakawanda m sure vanoziva va           understand zvandirikutaura hazvisekanwe hakusi kuda kwake         Kwese kwaarikuhurira varikuchema nenyaya yekukachidzwa neweti..Adii azvigarira kumba nekadora kake neweti dzake nhai imi.

October 15, 2023

Zvobuda Izvo Kuti Freeman Haanhuwi Weti Hunonzi Hunzi Mweya Uripaari Zvakaoma

I don't think kuti iweti ini maybe ane hudzi inenge yatova smell iripaari isingaperi chero akageza but I had kuti unogeza nemakoko esadza reday before zvopera ,hazvisekanwe vekuwe coz kana ukageza sei smell haibve .         Dai achidzikama nemukadzi wake social media hayaimboziva kuti anonhuwa manje kusadzikama kuda kuti nyika yose izive une kadora plus kunhuwa sisi dzikamai vanhurume           Zvekugona kuimba pasi tsvee, takarasima nezvekunhuwa weti, my fellow Zimbabweans hapana kwatiri kuenda and godo not nzara or nhamo will definitely kill us

October 15, 2023

Vofumurwa Zvinonyadzisa Izvi Mai Maketeni Varikutofara Maitt Varimujeri

Ungaremerwe nemunhu asina freedom...vane dramaIt seems she is Celebrating kuti Mai tt varimukati,         ungadade kuti ukunoona shamwari iri muprisons, iyi ipost yekungoti updater kuti Mura is still inside๐Ÿค”Mai maketeni kana ari Feli haasi wekumbodada naye kuti muri kunomuona       Nekuti paachabuda akakusurirai muchashaya pekupinda        Uya imwe type kana mazogara tichakunyarirai hedu sis memo soon๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ aizve ko drama ndereiko mai maketeni.       mai tt sandivo vakutoremerwa ne zvikwereti ku chikurubhi uko.munopumhuka makanganwa makambonzi ndimi munotamba neni handitambe nemi๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

October 15, 2023

Jah Prayzah Akapfeka Tshirt Ya Garry Mapanzure Achichema Kadoma Music Festival.

Jah Prayzah in special t-shirt and black arm band as he pays tribute to Garry Mapanzure at Kadoma Music Festival.         Iconic. What a moving sight! Shows he is all human. True legend by my book!         May his soul rest in peace and meet again with his family and friends on the second coming of Christ ( the resurrection day )         Moment of silence observed at the Kadoma Music Festival in respect of Garry Mapanzure who passed on yesterday.   DJ Ollah 7 Star Fm. , MC of the night!

October 15, 2023

Peter Dhewa Moyo Achichema Baba Vake Tongai Akafa Musi Wa 15 October 2011

RIP Mukuru Dehwa. Mukumona wekuchena Tongai mwoyo Dehwa.         Kugeza varume weee๐ŸŽถ"Soma pauri apa urimugwara wakangomirira kutorwa nenguva ,Tongai pauri apa urimugwara wakangomirira kutorwa nenguva๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ         On the 15th October 2011 Tongai Dewa Moyo was snatched from our sight.He will be forever remembered.         Continue Resting In Peace Murozvi mukuru๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ .Ndeipi one song ya Dehwa inokuitira

October 13, 2023

Olinda Anoda Kupa Hurumende Anofunga Kuponesa Varume Ma Street Kid Ana Tytan Ba Stunner Vaanonhonga

Olinda anofunga kuti kuponesa varume vaano nhonga vasina mari ndokuponesa kwaachaita government ye Zimbabwe ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ kkkk๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚         Even the government will not accept these so called ambulance ๐Ÿš‘ donations if they know they are coming from Olinda vanotya kuzotirwa ma live nekunyadziswa.           Why doesn’t she just save that money for a mortgage takanzwa na Loveness kuti she’s getting evicted because Tytan will not renew new tenancy agreement           sezvo ariye ane good credit score kkkkk๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Apedza hke mukaradhi oti the country is mine I own the kandiri mirai muone anyway our rich auntie thank you ๐Ÿ˜Š

1 2 3 4 5