Eish Colorfull betrayed Malloti Rose, chete kuti Malloti chiganhanda i don't think anorwadziwa moyo Malloti.Colorfull kushinga kuvhurira Hulengende gumbo kusvika apihwa mimba apa achizviti ndisahwira waMalloti haaa never trust friend in your life hazviko izvi ??Colourful sorry hake ka 10 000 nhamo yaakuchema oti mimba padenga,komimba yakabata rinhi haana kana mwedzi adzokerako,tundira vanhu Ngende vamame,maloti achizvidyira hake mabenefits/
Haaaa chero tazogara Hulengende aripo pakupeta Malloti uchiriona ziMalloti ungati rakangwara kana richitaura hezvo kwani ranzwa nekumhemhaidzwa nekukavhira chihure changende kuzovhaira hanzi ndaimbirwa song kut chingonzwisisa uchinhumburisirwa vanhu vauri kupa sadza
Situation ku movement right now!
Rumqnai stereki ku muvhument yematuzvi karaful asiya ropa pabed kumba kwa kismore maybe ada kuti zvinzi abvisa mimba temanai iko
Movement yemabhinya mabhanditi zvibhonda zviboto zvemafiritaKudenga kuna mwari misodzi yavale yaramba kuwira pasi mahara
Karafuru asante sana siyabonga follow Tata and mama
Makanyararidza mwana uyu sekutamba bvamapetwa nakalafulKathle kahle mimba mamusingaione here imimi
Kukundwa neni chidhakwa
KETINA MUSHONGA WEMAKONZO UNOURAYA IPAPO IPAPO!
30 HOURS ZERO POST
#PONDANAIIKOKOColourful sorry hake ka 10 000 nhamo yaakuchema oti mimba padenga,komimba yakabata rinhi haana kana mwedzi adzokerako,tundira vanhu Ngende vamame,maloti achizvidyira hake mabenefitsColorful is preg for hulengende