Zvirisei guys. Can you please post this. Ndabatwawo1vakati duty rako ishoma. Ndikanzi dzokera kuBorder. I travelled back kuBorder ndikanobhadara duty ranga richidiwa neZimra but now on may way to Harare bvandabatwa paLundi zvikanzi toda kuti uende kuMasvingo so that Zimra iite verify
maPapers ako. Haaa guys chokwadi chaicho ndirikurwadziwa coz mari yandabhadara kuBorder ndikapihwa release form nemaOfficials ndosvika ndobatwa futi. Nyika ino warikumbonyatsodei. Ngawangotiuraya wasare wega nekuti hawasikutida munyika medu. Hongu manditi I underdeclared my goods but ndazobadara duty racho ko
warikunditambudzirei. We are citizens here.Pamwe pacho unotozoona kuti varungu vaidzvinyirira zvine brain kwete mbwa dze Zanu idzi hapana chinhu chorwadza sekutambudzwa munyika yawakakurira wotambura SA wotamburazve kwaunoti kwako , ma Zimba hatina kubatana chete vanhu takabatana chaiko chaiko yaipera nonsense iyi