2 people on medications where taken to hospital after spending 3days paBorder

#Breakingnews ???? 2 people on medications where taken to hospital after spending 3days paBorder ????

Bus companies you should inform your passengers musati matakura zvinhu.Tell people the truth so that they know .

It's a double loss to passengers,you charge them to transport them the next thing their luggage/goods not allowed to enter zimbabwe.Anenge aita loss munhu abhadhara zvinhu kwete bus 

 

 

 

Vanhu vane mazuva vamwe vachirara mu border and some of them have serious medical conditions.We also have to prioritise health of women kuti hutano hwedu hunoda kuti munhu ageze every day.Beitbrigde Border Post eish pakaipa zvinhu zviri kusara hama dzangu pakaipa, avo vanhu vakavata zvavo ,vatorerwa zvinhu zvavo zvose,especially ma building materials nema electronics avekubhadhara duty ummm Nyika yedu ka ??Situation yePa border irikuramba ichienderera mberi manje, every trailer inema goods irikusara pa border, vanhu varikuchema asi hapana wekuchemera wacho ZMRA irikuita madiro nesu.

 

 

 

 

Senyika ndezvipi zvatingaita kuti tisasangane nematambudziko awa because stress dzanyanya.Senyika tinoblamer hedu ZIMRA but zvimwe zvinhu zvatinenge takatakura azviiteba regai Zimra itore zvayo.Masofa akaboorwa nemakonzo, zvimibhedha zvine tsikidzi,zvimwe zvakazara mapete echi Xhosa haa veduweka Zimbabwe haisi dumbing site ka ???

  • Share: