Breaking News MWANA WEMUKOROKOZA MUKURU POLITICIAN AURAYA BABA

Guhwa ririkuti auraya hake baba vake. Bindura timboende kusowe ra Tafadzwa timboyereswe. Chii chamukuita ichi?A Bindura resident Simbarashe Mukau has

 

 

 

 

writen a letter to the president nenyaya yema blasts akukonerw ne Ran Mines. Akukumbira kuti hurumende ipindire panyaya iyi nekuti vanhu, especially vagari vemu Aerodrome are nolonger

 

 

 

 

 

safe as seen in the pictures shown. This is just tragedy awaiting to happen. Its better to prevent tisazoti it's a nation disaster. Munoiwonawo sei nyaya iyi?This is a very serious issue and ikutoda attention zvekutodaro Bindura is no longer safe

  • Share: