Pane mukadzi wekumusha akaurayiwa ne boyfriend yake nezuro ku Pretoria .Akamurova kusvika afa. I will be working on the case tomorrow and give you all updat Pamwe pacho kuzvigarira wega kana nevana vako panekuchengeta nekubikira mhondi.Pamwe pacho madzimai murikugara nengozi chaidzo hapana kana rudo kana munhu achikurova kana kukutuka everyday.
Post-mortem results for the three toddlers found dead in the boot of a car in Kuwadzana Extension last Friday are expected any time from tomorrow, as investigations into the incident continue.Musamhanye kutaura kuvaonkorori venyaya iyi regai vaite basa ravo nemazvoo kanii even pakahwanda hwandwa mnhu anopfuka zvake saka musatyaba rega vana muzvina pembee vapedze yavatanga nhaika piporo nyararai chete
Uyu hanz ndiye akatuma vanhu kuuraya Vana 3 Ve Ku kuwadzana Extension abatwaT Freddie Oti Kuwadzana Ende munhu iyeye akasabatwa vana vachapedzwa nemunhu iyeye nekuti zvikwambo azvigute ropa,Saka Amubata Pamweya Titende?? people not happy with T Freddie Mh...ata yake T.Freddy . The definition of a prophet is , someone who can tell what is to happen in future. So vemuZim muno vose vanozotaura zvaitika or zvakaitika tisat tazvarwa but kut zve future zero .
Jossy Jes Mutongi huya panoKo ndokwaya svika iyi I hope ya Ashford GoFundMe haizonzi futi hatina kuwirirana naye People have good faith havo it's just now emotions are highAne kaku ganhirawo zvake uyu Ko aida kumacha achiti vanhu vapfeke all white achibata mari apiwha nani mvumo Ko adii kungoisa mari kuri kuisa vamwe Number yavharwa aida kubata ecocash panhamo dzevaridzi adii vati havamuzive Ngaaende kuma go fund ari legit Onobata maoko zviri kungo itwa nevamwe
But baba avo vanenge vanehutsvina mmmRugare anhu aMwari??? kukura kusvika kukwegura kudaro kana kumboenda wo ku Chicken Inn ye$3:50 nhasi kuita yekuimba Spatina Sapatina yekum@m@ Muswere munyasha
Zim football too much drama naiwo maRef ndovanokonzeresaNgezi platinum coach slapped one of his players and it's totally unacceptable,we do not support violence at all,this is highest level of unprofessionalism, you don't humiliate another grown up man like that. We say No to violence, We demand Justice for the player..it's bad to abuse power
Police in Bulawayo have arrested three suspects linked to a string of armed robberies in the city. On 03 October 2025, Nehemiah Dladla (38) was arrested following a robbery incident earlier that day, in which USD 36,000 and a cellphone were stolen from a victim near a shop along Leopold Takawira Avenue, between Fort Street and Herbert Chitepo Street. CID Homicide detectives pursued the suspect to Mbundane, where he was apprehended following a high-speed chase. Dladla then led police to the arrest of Simon Dube (28) near Nketa Six Service Station, and the subsequent arrest of Sekai Vhumbunu (45). Investigations revealed that Vhumbunu, identified as an illegal money changer, allegedly supplied information about victims’ cash mo
At the final hour, Diddy himself is coming forward. He submitted a letter asking for mercy and explaining he’s a “changed” man. His team released an 11-minute documentary-style video depicting Diddy’s personal and professional accomplishments. And today, he spoke in the courtroom for the first time. He did not testify during the trial. It’s all in Judge Arun Subramanian’s hands now. Prosecutors want at least 11 years and three months behind bars for violating the Mann Act. His defense is seeking 14 months. Their argument? He’s suffered enough.Six of Diddy’s seven children, including his stepson, Quincy Brown, stepped to the podium to support their dad. Combs’ youngest d
Ava vane dzchri kmira newet chaiyo mmmmmm nyika yapera Vamwe vanomboti varume imbwa vakaona izvi apa totii Ma single and happy ndohappy yacho here iyo unofara wega uri horomba here kikkkkmm
3 children who went missing have been found in a boot of a car at their house in Kuwadzana today, circumstances are not clear on what really happened but residents suspects that maybe someone brought them back after the public outcry. More details to follow .. Zvarwadza izvi dai Mwari vatibatsira nekunyaradza pamwe chete nemhuri mnamato wedu ndewe kt vaita izvi vabatwe varangwe zvakafanira nemabasa avo.. Mota idzi hadzina kutanga kumira apa nhasi and vana ava havasi vatsva panzvimbo why vazopinda mu boot nhasi and vavhurirwa nani boot iri boot rinonga rakavharwa and vakunzi Havana maziso maziso avo aripi? Nemazariro anoita vanhu pa car park paye pogoshaya 1 akaona vana vachipinda haaaaaaa panenyaya