Saturday, April 13

Celeb News News

October 30, 2023

Mashura Chaiwo Moreboys Great Hope Onzi A Dumber Chitunha Ku KZN

Hanzi a dumper vanhu mu jrbg haana kuvadzosera ku KZN hanz haana motor anoto hire motor dze ma ndebele hanz anongoda kunyenga vnhu mukanwa pa social media ari rough more boys             mumetsi went iyeyu we great hope asiwo nhy munhu unongodzosa zvee pawatorwa imi makutoda ku deliverwa door to door me fuel yani apa makaitirwa discount ye 1000             madakudzoserwa ku KZN apa hanzi hama chaidzo dzemufi dzakasara zim ivava vanongoti pesvu pesvu kunoona hama dzavo vasina cent vati tawana transport yemahara ndivo vakutaura zvisina basa pamusoro pe Great hope #we are save to save people#

October 30, 2023

Church Mate Ya Mambo Dhuterere Yoti Musavanzwire Tsitsi Varikurangwa Na Mwari Kushandisa Nzoyo Dzeku Church Kwedu Muzvinhu Zvakaipa Achiita Mari Nekupfeka Drip

Uyu musamunzwire tsitsi uyo..Haasati atanga kurangwa naMwari muchaona zvenyu.Achanyadziswa kwazvo,ndakamuudza kuti Mwari vakakutuma basa rekutsura chakaipa wakaita mbiri nesong yako yaitsura zvakaipa..             Asi wakatanga kupihwa magifts mawatch ausingazive kuti abvepi,hembe dzausingazive kuti dzabvepi.Kusvika now wakasiya zvawakanzi naMwari uite nekuti wakuda kufadza munhu wese.           Dzokera pawakaimba song iya inonzi Dare guru woterera zvawakaimba nezvawava kuimba iwewe unotowona kuti warasika assignment yako.. Gospel music haisi yekuraramisa mhuri ndeyekuparidzira nyika Mwari anokuraramisa zvakadaro..             But iwewe wakada dri

October 30, 2023

Zvofumurwa Mai Mazowe Varikutipa Cos Risina Mabasa Tavekutotsvaira Mudzimba Nekuita Washen Mu Uk

Cos risina ma hours  Munhu akasvika nezuro akutotsvaga mabasa eku cleaner nekuwacha koiro basa rakukafambira raita sei?         Ma shifts apera here nekushandwa kunoitwa ku care off yacho unotoda kuzorora          Utori nani wakutofunga zvekutsvaga ma piece jobs vekwa mai mazoe vari kuswero nwa zvapomba ne ma whiskey ukofor ma socialites i dont want to understand why they want to come here honestly, ma Live aye nema videos anoita mari yekuti kuma shift           haiienzanise, stay where you are ne content yako waka laxer in africa its way better than Uk, most companies ane management africans or zimbos akadhakwa last number kubva mashandiro acho Rota chairo rouya

October 30, 2023

Mai Banda Votsamwa Manje Samaz Uchaneta Zvako Nema zlive Kudiwa Nemurume Wako Kunovengesa Unegodo Marriage Yedu Haisikuzoparara

Uchaneta hako nawo ma live. At least wawana zvinovaraidza ma fans coz they deserve to be entertained! Iyi imba yauri kuona haidonhe zvekumhanya. Guys enjoy the entertainment. Data renyu rishandire zviripo…..             IMBA YAKAKOSHA NDOSAKA TASHEKA MA STREETS. Mwana waSofia newaNaome takapenga. Kudos to us ❀️❀️❀️❀️❀️ @topfans Douglas Banda           Kurongeka KUNOVENGESA! Kusarongeka KUNOSEKESA!  Pick one side and learn to deal with it. 😁😁The way you carry yourself in the public speaks volumes. The rest is just noise.             Munhu uya ndotomunyarira. Unotoshaya kuti hondo yake ndeyei . Sorry to say t

October 28, 2023

Zvinotyisa Zvinoshamisa Muzimbabwe Hurombwa Chitunha Ku Mt Darwin Chogara Padara 3 Days Varamba Kuviga Voti Hachinhuwi

Dzimwe tsika soo . . .       Munyaya inoshamisa iyo tava pedyo kuwana zvizere, kune chitunha chemurume watisati taziva mafiro ake, icho chakatorwa nehama dzake dzepedyo – ndokunochiturika padara rakavakwa nemapango musango apo             chiri kurohwa nezuva rekuMt Darwin, vachiti vari kuda kuti chitange chawora, chodonha honye nedzimwe nyama dzose, ivo vozongotora mapfupa anenge asara ayo avachazonoviga zvine mutsigo kune imwewo nzvimbo.             Nhasi chasvitsa zuva rechitatu chiri mudondo umu, uye hama dzacho dzadzokera dzikanowana chiripo – chisina kana kubatwa batwa nezvikara zvesango kana nemagora azere ikoko.      

October 28, 2023

Pokello Mari Yaari Kutenga Mafollowers Dai Apa Zvake Nherera Ne Shirikadzi Varikutambura Nekuda KwVo Ne Zanupf

Started this year on 2M followers, year end 4M followers…..Yoweeee BERE RENYIKAπŸ™ŒπŸ™Œ         Akatenga ma followers enda onotarisa kwakazara zvi ma india,i dnt knw why akadaro iye akatanga mushe             Uyu siyanai naye hasi mu league renyu Chero zvaita ndikoko papi pacho pamunga mukwanise

October 28, 2023

Pokello Achitorwa Mapicture Na Emerson Junior Izvozvashamisa Kuti First Family Oita Photographer Chii Chakadaro

From bendekete to shadow....Now patiently waiting for State House photoshoot 🀞🏾           πŸ’™πŸ’™πŸ’™Ndamuona yoohπŸ™ˆπŸ™ˆπŸ™ˆInaguresheni loading………πŸ˜…Imi ndi camera man wake      

October 28, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Madzibaba Bond WekuChitungwiza Oda Kuuraya Kingstone Mapupu Weku Star Fm

Madzibaba Bond wekuChitungwiza – uyo ava kuzviti Dr Bond, pamwe achimbozviti isvikiro raChaminuka – abura imwe itsva. Hanzi ndinoda kukuuraya . . .           Mushure mekubuda panhepfenyuro yeStar FM manheru emusi weChipiri achiti akanyeberwa neKwayedza panyaya yake yekunozvipira kumapurisa ekwaZiko, kwaSeke – inova nyaya yakatotsinhirwa ipapo nemapurisa – nezuro akazotsvagwa nebepanhau rino kuti ajekese nyaya iyi.             Pekutanga akabvuma kuonekwa, asi ndokushaikwa panzvimbo yaainge awirirana nevatori venhau iri kuChitungwiza. Akazofona zuva rovira achidya marasha apo akavimbisa kuuraya nemishonga mutori wenhau           &nbs

October 25, 2023

Madamboss Varoyi Vakadzi Vakawanda Vanoda Ndirambane Na Ngoni Manje Hazviitike Ndofira Mumarriage Yangu

Haaa vanhu vanoda kuti na Ngoni tirambane ndabvuma hangu πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ Ma message atumirwa Mhofu nevanhu so kah πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ndaseka iiii hamunyare nhai kwaaaks..         Musatambe ne I Do imi mhoti vakawanda varikuidawo😜   Rambanai mega ikoko isu tofiramo πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚         #SoroNaMutsaiNdashaya kana murume one vese vakadzi kwaaaIni Mhofu handivasiye hangu ,         Hameno havo kune vachirikufunga kuti vachapindawo.takakwana so far 😜😜 Muchasvika pachikamu chekuzorora nguva ichifamba πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚           Muchinyeperwa tiripo πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚π

October 21, 2023

Holyten Oti Rudo Vaviri Chete Not Vanhu 3 Achisvotesa Mababy Mama Ake Izvi Zvisina Kusopera Mudhe Onzi 5 Years Hadzisvike Vanenge Varambana

LOVE was never meant for three or more people. Just two. A thousand may fall to the side, ten thousand to the right side but it shall not come near us because God's blessings are not democratic, no consultations he blesses who he wills.           We're safe knowing our destiny is in the hands of God.         Kimberley Chitsama, please keep me in your heart, you're a mother to more people than you can understand.   Those that are not yet married look to you for inspiration, those that are married celebrate with you, those that lost their marriages pray for you that you don't walk down the same path.         It's time to be mindful of the people t

1 2 3 4 5