Celeb News

September 21, 2023

Seh Calaz And Munangagwa Kuita Mapatya Pavekuda Tinashe Mugabe

Kkkkkk Tinashe mugabe we need you asap 🤣🤣🤣🤣 mubhanditi anooneka ne nharo pamuromo kuti ummmmmm chakatodza bamboo chinenge cheku royal😂😂😂🤣         bt vane masimi zvavo. Kungozo siyana panjere chete zvobwo aive ma thnk-tank ayo. He's the 1 who called fo sanctions on zimbabwe kwete nhema dzamuno swero udzwa nezanu dziya         Ukuziva hako kuty waona zvemashuwa shuwa hako🤣

September 21, 2023

Ghost House In Waterfalls Imba Yezvipoko.Mukadzi Aigarapo Akabva Orondedzera Zvaiitika Mumba Umu

Ini ndakapagara apa.....handina remuromo..Imagine you are alone in the house the you hear someone sneezing,Or you are pressed newiwi you go kuToilet then the toilet door roramba kuvhurika wakuda kudzokera kunorara hako all defeated then mobva maflashwa.           Zvakawandisa kani.All i can say is the ghost doesnt hurt you but chinokuonesa ndondo zvekuti unobuda chete muterritory yacho.Waterfalls has always had ghost stories especially old houses.inini lve only had one ghost experience in a rented house in           Botswana the day we moved in we saw a huge shadow moving from wall to wall funny and scary that shadow also had its own shadow.takangotarisana tikasimuka kunorara      

September 21, 2023

Tinashe Mugabe Ngaangobura Pachena Kuchiri kubatsira Here Uku Or Akutofemera Mugotsi Ma Soko

Tinashe ngaangobura pachena ataure nyaya yake kuchiri kubatsira here uku or akutofemera mugitsi ma soko       Tinashe visited kamkono ketsambarafuta too vamupawo envelope yemari ok fine but handina kumbonzwa achiti thank you nhaimi angogamuchira ndokuisa pasi akaita Seiko murume uyu tKugweru uko siyabonga,tinotenda,thank you nehuku dzamapa           Mrs mkono ukuwo tinashe avapa envelope yemari yekubhadhara school fees yevana plus nekutenga futi zvimwe zvipfuyo soko vagara tatata manje plus hanzi natinashe tiri kudzoka futi very soon nedzimwe pasuro izvezvi muchaona kamkono koda kudzoka           kumba, kuna vamugabe nevamwe vese vabatsira tinoti mwari vakuitirei zvidhafu dhafu

September 21, 2023

Kelly Khumalo Kupfeka Dress Rema Intestines

Kelly Khumalo pane basa 🙌last time raive rezvidhori, this time ndere ma intestines 😐       She wants to bribe us nekutisekesa nehembe dzake so that we forget what she did ,manje no she will go to jail.She's unique majaira ma dior e 5usa       Kupfeka kwekut unoshaya confidence dzekufamba🙌

September 17, 2023

Mashura Wasu Murume Mukuru Morepower Akupfeka Magogi Vanhu Voti Tasuwa Vamugabe Ndokudii Ikoko Munyika Ngaasungwe

Kkkkk saka wasu akutopfeka maheels 🤣🤣🤣🤣 VaMugabe mukai vanhu vaye vatanga       Ini handingambodi kutorwa pic na wasu uyu ...i don't endorse zvekupenga izvi zvehwenge mhuka hwenge bere ...kana urimurume be a man...uri mukadzi be a woman aaghHandisikuti chii kana kuti chii but kufanana kwa Wasu na Miss Universe minus pendi kurikutoda Tinashe Mugabe.           Pasi nengochani ?morambira ani ivo vakazarisa kutongofanhira kudzidza kugara navo muwood mangu mutone 6 takatombotanga chisvipa dzamara tajaira hatisina nda navo ngavaite yavanoitaMu core show wha care..         Murume anozviita mkadzi nxaaa Wasu ngaasungwe

September 17, 2023

Wasu Replacing Maitt Arikukwana Kwana Kuvanhu Vasingafarirwe Na Cat Mother

Ari kukwana kwana fani wasu people seem to like her. I see she took pics with most celebs there.         Hezvo inga atove celebrity Wasu ndaona ana Queen of Swagger         Pasi nengochani ?morambira ani ivo vakazarisa kutongofanhira kudzidza kugara navo muwood mangu mutone 6 takatombotanga chisvipa dzamara tajaira hatisina nda navo ngavaite yavanoita

September 17, 2023

Comic Pastor Voti Ndakonogeza Chembere Ndakuita Zve Nurse Aid Zimbabwe Yarwadza Iyi Sarai Mega Na Dambudzo

Munhu wese Ku nurse aid munhu wese Ku UK. Congratulations comic pastor       Zvamanje manje pazim parikuremaKuchasara kusina vanhu kunyika inonzi zimbabwe         If akadaro akagona bt akangofanana nesu mukana urimuno tingade kuenda kunze tinganyepe team yemadrama iyi haiende zvekudaro

September 17, 2023

Enzo Ishal Akapfeka Zvake Guru Ku America Maartist Edu Anotambura

Ko Enzo akapfeka maguru from amerika😂😂😂🤣Ndaona chitop chinenge cha Enzol ndikada kuchitenga ndikachisiya 🤣🤣🤣🤣 so i was right with my thought         musamudaro Enzo ndiye wekumboimbiswa nezino yechi Satanist "Highest Score" anoda zvinhu vanongoenda kunoenda mhepo ndiyo type inogona kungodhendefurwa nhingirikini kkkk         Shuwa vapfanha ava mukavaregerera vachapenga makatarisa muchingoti ifashionKupfeka mamvemve murume mukuru mapere achipfeka zvinodhura hawo so sad

September 17, 2023

Varoora VekwaMunangagwa Mukadzi Wa Emerson Junior Nevamwe Vake Pane Watisiri Kuona

Vakamira nekugona ma, smart ku chena vane orange avo skirt ndo national dress yacho here it's not making sure         She is so beautiful ❤️ unobva washaya kuti varume vanodeiko zvokwadi hyena Hana kumbonaka😂😂😂😂         Sis ve30pairs varipaikoAkabata mic akachena plus akafitwa vamwe avo hameno

September 17, 2023

Millionare Olinda Oshura Lovenes Hauna Mari And Unopfeka Fake Alibaba Nekuti Mari Yemaguru Nesadza Haitenge Bag Rangu 1

Zvaizvozvi Mai Nandi 10 Ravhunesi O . Nhasi vaswera kupotsa ma motivation qoutes muswero wezuva ,But masiriri akapedzerwa zvake not zvekutamba plus anotaura ega kuti ndotengerwa nechikomba.           She's actually not acting her age. Wari padhuze naKetina please muudzei kuti she runs a business zvasiyana namasiriri uyo.         Achanzwa nekungoramba achidaidzira maStars zvimaWig zvisisatengwe because hapana munhu ane dzakakwana angatengere munhu anogara akaita hakirosi everyday really.             Apa vanhu waimutengera kumunzwira tsitsi because wanotoziwa kuti anozvitenga kuAlibhabha hahaBest friend wa paradzai hunidzanaiwa chingwa chehondo again and againI

25 26 27 28 29