Celeb News

April 28, 2025

Vabatirwa Pa Bank Vave Kutora Mari Ne Police Video

Ava Ndomukuru Varikubata Vakadzi Nevamwe Vavo Vabatwa Vabatata Vakadzi Vaya         Mumwe Weabata Vakadzi Vaya Abatwa Mu Zimbabwean 😳😳👇👇

April 26, 2025

My son become more powerful than maVP acho 😴😢

Ana Jonathan moyo na mugabe aimboziva kuti ndomaperero azvichaita ndiani inguva chete independence inouya cheteInenge iriyo nyika YeZimbabwe yakadai munopaitasei ipapo         Mbavha dzaED dzese toda kudzimamisa chete mhata mose msatanyoko zviganandaPama President ipapo Sir Wicknell          Pfeeee Pfeee PfeeeMy son become more powerful than maVP acho 😴😢Chigananda Tsambarafuta chandinovona here icho chirikudongorera?Semunhu arikuziva kuti mdara rava Duzununu he has to be nearby

April 26, 2025

Dj Olla Opetwa

Haaaa uyu is captured seZBC uyu ainakidza achiri independentHe is a journalist and was supposed to be bold kubvunza futi about the arrest of journalists, including iye akatombosungwa nemutemo         usipo.Ollar, even the way he asks questions, you can easily tell he isn't that smartkuda kuvhundutsira Winky D because vanozviti they have power kumhata kwavo kubva kuna ed kusvika kuna towers

April 26, 2025

Lonlisha Ave Kudanana Na Emmerson Mnangagwa Junior

Pane munhu akambonyora ku live ku tick-tock kwa lonlish kut musamunzwire tsitsi arikudanana nemwana wa ED vanhu vaka attack comment iyoyo yuhwiiii ko ichokwadiLonlisha akudyiwa ku First Family       The 1st family have heavily invested in sekisi. Even the father loves toto maningiMunhu kadzi wese akawana mukana wekudyiwa ikoko anotoenda saka siyayi awana mukana adyiwe achidyawo mari yenyika         ndiye adii🤷‍♀️Akagona mwana anoda kuchengetwa maizomuchengetera here let her be .kunze kwakaoma uku .apinda uyu makawanda mokudawo kwa president ikokoUmmm zvepasi pano zvakaoma hapana kana gore haaa panga pasina true love saka kwaiva kutungana kwembudzi

April 26, 2025

Musikana Awanirwa Nyasha Mwarii Uyu

Moms vave home chilling . Thank you team Mzanzi bus vakazovatakura, at least Anna xvarema akaenda kumba . Vakadzi dzidxay kubva apa musaitiswe mujolo nekuda kwekushaya .Ichooo chawanirwa nyasha zvatotanga soo , friend yanku Alex Mafa akapa Tobias         mati ye passport nhasi adzokorora ati Vecco handikusiye mune zvakadai . After that sis vedu basa vakutoenda basa ravo tichazokuudzai vakushanda tatopedza navo ava . Asi vaye vanoda kusanoisa help yavo parizvino musarega . Tichadzoka ne update vave nema documents e ku traveller .

April 26, 2025

Mother votaura Nyoka Yemabhunu Hakuchina Mudzingwa Haana Chaari Kuziva Nevamwe Ini Ndirikuziva Kuuraiwa Kwaakaitwa Chokwadi Muchachinzwa Zvenyu Haasisiko Nyokayemabhunu

Mother Botaura Nyoka Yemabhunu Hakuchina Mudzingwa Haana Chaari Kuziva Nevamwe Ini Ndirikuziva Kuuraiwa Kwaakaitwa Chokwadi Muchachinzwa Zvenyu Haasisiko Nyokayemabhunu Kana Murikuti Mupenyu Tipei Voice Rake 🙄🙄🙄🙄🙄🇿🇼🇿🇼🇿🇼👏  

April 26, 2025

Box Koffin Ra Wicknel Chivhayo Ragadzirwa

Aaah kuenda kuenda imi weeee kana mutsagaFor Lulu and Wicknel the plane masters.vanofambira muchadenga         Masaramuse Kalundike Nyaradzo Yakugadzira Ma Custom Box Sere Jet Wicknell Anovigwa Iri or remotor Asi Rake Vanogadzira Riri Over Size ⚰️⚰️⚰️⚰️💵💵💵💔💔💔

April 25, 2025

Providence Mario's Mutero Ouraiwa Nenzou Mushure Mekutamba Nadzo

Rest easy friend l remember our last conversation ,you will always be Missed,my biggest fan 💔Abva kunoona nzou manheru acho ndokubva ashaika life ma1 .R.I.P mwene weruva atanha😢         Paitika accident muroad inobva.. Vic falls abt 40kms kuenda kukazungula border,Nzou kuwira pamusoro pe Wish;vanhu 5vangavari mumota vakuvara vaendeswa kuchipatara chiri paduze one.wacho ari serious

April 25, 2025

Mnangagwa and Wicknel Chivhayo Voti 70 000 Kuminhu Arikuziva Pana Bombshell Geza

Someone had offered to pay South African influencers large sums of money to smear Zimbabwean war veteran Blessed “Bombshell” Geza.         Many South African influencers have refused, and those who had agreed have returned the money after realising who Geza is and that he is not what they were being paid to say he is.         A word of advice to the Zimbabwean Government: if you kill anyone in South Africa, or are accused of that when the person dies, the cost to your relations with South Africa will be heavy. There is a precedent.           This attempt is shameless, it is an old ZANUPF tactic that they have tried to use even on myself, people are not stupid! Wel

April 24, 2025

Pa robot repa ZBC hazvina kumira mushe.

Pa robot repa ZBC hazvina kumira mushe.shame, problem havadi kupanana way havo, now vokuwadzisa vanhu, ivo varidzi vemigwagwa ngavaise ma robots pazbc,         ngaashandeNgavamborohwa vakomana ava,I confronted 1 ndamuona achinwa black label while he's driving kuna Gleneagles and parents don't even dare kuvatsiura,these guys ngavasungwe coz       mostly vakawanda vakufamba vakadhakwa and passengers tsiurai driving dzevanh ava vanoita kunge mhuka,anofa ndiwe uchisiya mhuri ichitamburaTakati stay in munhu wese mam uchienda kupi

27 28 29 30 31