Celeb News

May 28, 2025

Baba Harare Ma1 Atanga Ayaa

Baba Harare kana urisewe zvako stay in your lane ndokunyadzisa ukabva paFacebook.We all know what happened between you and Mai Tt it’s because vaikutsiura kuti usahurire tsitsi your former wife wawakamitisa ukasiya uchitizira kumukaradhi.           Tidzikamire zvako kusweronyebera hiking david wakatiza mukadzi ari heavily pregnant kumadokero achifeedwa nemashamwari ako ukangoerekana wakuti wane mukadzi. You took tsitsi from Austria kumuitisa mimba 3 times           uchimubvisisa mai tt vachikuvharidzirira wakuswerot pweterepwetere tirikudziziva nyaya dzako ramba uchifarisa!Fanobatai nepapa ndirikudzoka!

May 28, 2025

Zimbabweans Ukaona Izvi Unotya Video Mwana Achiitwa Chi Diddy Ne Boyfriend

With this evidence he can go away for a very long time. I read some acts somewhere that say it's a crime to send pictures let alone leak the nudes.           LICALA ELIBOMVUUUUMabridesmaid aBonga naArmstrong honai zviri kuitwa ana mummy venyu 🤸‍♂️🤣

May 27, 2025

Aita Tsaona Nemota Ya Wicknel chivhayo Comedian Mukuru Ochema

Dear Sir Wicknell chekutanga ndinotenda Mwarii akatipa imii pasi pano ndini mwana wenyu Freddy manjalima kapfupi ndinotenda nemudziyo wamakandipa baba makabatsira zvikuru uye raiwa badza rekuti ndiwane kusakura uye ndiwane         kufambisa kuenda kumabasa kuti mhuri dzirarame asi mhepowo dzekumusha kwatinobva dzisingade kuona chakanaka pamwana washe dzakapindira ndikasangana netsaona Mota ikadhumwa ikaita beyond repair musiwa 23 December last year.          BABA zvinonzi mwana asingacheme anofira mumbereko ini ndachemawo kwamuri zvakare Baba kuti handisisina chekufambisa Baba mwana wenyu ndinga kwirawo makombi futi muripo here Baba ndinowimba message yangu inosvika kwamuri Baba wicknell      

May 27, 2025

Michael Changa Haasati Awanikwa

Michael Changa haasati awanikwa akayenda kundoraura ku Bronkhorstspruit Dam last week Wednesday vari 3 haasati awanikwa.Vakapedzisira kumuona vanoti akapinda mumvura ne boat rake haana kudzoka.Pakutanga akandouya ne Hove 4 pakudzokera haana         kudzoka.Chinoshamisa ndechekuti ma socks aka akaonekwa mujinga me dam .Mapurisa nema Sea Divers havasi kuona mukomana uyu despite their effort .          no longer trust anyone zvangu the first suspect vakaenda navo ivavo Mutorashanga ngaimboswika pavariKo vamwe vake varipi plus boat rake ririkpi(1)Ko maSea Divers acho haasikuonawo boat raçho here (2)Vamwe 2 vacho varikuti vakagumisira kumuonerawo nechepapi? (3)Paakapinda pacho aivewo nemasocks acho here,vari

May 25, 2025

Mukomana Osungiswa Ne Zanupf

Social media personality Thomas Chizhanje has reportedly received threats of arrest from a ZANU PF-affiliated Facebook page. On his           Facebook page, Chizhanje also revealed that he was contacted by a private number and warned to stop publishing disturbing stories about Parirenyatwa Hospital.        Over the past few days, Chizhanje has been sharing heartbreaking accounts of patients who allegedly died under questionable circumstances due to negligence. These posts appear to have drawn unwanted attention from within ZANU PF circles.

May 24, 2025

Wicknel Chivhayo Apedzerwa

Ndiko kuti chigunduru wauya ka ukuIni ndaona kunge ane ndeje kufa🤭🙌That's good....maiti Geza anopenga kaThis is a scam, daylight robbery,but why Zimbabweans tichiomeserana ,life         was meant to be easy going,May God forgive me for being a Zimbabwean.my great great great grandfather should have looked for another village to locate to and not Dzimba dzemabwe,   Oooooch this hurts😭

May 24, 2025

Vanhu Vazojamuka Manje Mu Zimbabwe

Tine problem yekungo bvuma zvese tongoti life goes on. Dambudziko hombe ku normalizer nhamo ne abuse.Number plate ye $500, ma citizens e nyika dzine ma youth ari focused haabvume kujairirwa ne nzira yakadaroThat's good....maiti     . Geza anopenga kaThis is a scam, daylight robbery,but why Zimbabweans tichiomeserana ,life was meant to be easy going,May God forgive me for being a Zimbabwean.my great great great grandfather should have looked for another village to locate to and not Dzimba dzemabwe,   Oooooch this hurts😭MaZimbabwe takanyanya kupusa, tikangonzwa chembere neharahwa dzichiti hondo nekuti mavakutengesa nyika totopeta miswe💔💔 vacho vanoti vakarwira rusununguko voyenderera mberi nehudzvanyiriri.        

May 23, 2025

Emmanuel Makandiwa Brags

Uyu muchinda akatenga brand new car yake ega akatanga kudzidzira kudhiraivha pamota iyoyo. Nanhasi achinayo. Hapana mumwe munhu akamboibata. Inyasha dzakadii idzodzo.Ndakamunza achiti akatengerwa motor nemumwe mutendi             achigara kuBulawayo motor yekutanga .Hanzi Toyota corolla .Achiti ayi paka paWindow .Akaisa zvinhu zvakawanda kuitira matsotsi hanzi security system kupfura alarm.

May 23, 2025

Bhinya Iri Raibata Amai Chibh.aro Apa Amai Vake Vaive Bofu Vasingataure

Bhinya Iri Raibata Amai Chibharo Apa Amai Vake Vaive Bofu Vasingataure 💔💔🙏🏼🙏🏼🥊😱Kana vana usaiita hako kana vana unovapa munyama wauuiinawo, hope hauuna maa brothers           kana maa sisters, kana unavo wakavsorera mhosva hombe isingaperi iwe.Mhata enda unofa there Hauna respect face inenge j**** hell is waiting           for you zidzoro rakazara maseseNgoziiiIwewe futisoo pawaidya bota waidya wega nhasi wakushupa vanhu. Dayi wauri umwe panguva iyoyo waka wakatokumbira rubatsiro rwekutsvaga mukadzo

May 22, 2025

Geza Maiti Arikuita Drama Honaika Zvayendwa

Dear Commander, We, the citizens of Zimbabwe, have delegated Blessed Geza to represent our collective voice and highlight the urgent need for your intervention in the face of widespread state capture and corruption allegedly orchestrated by President Emmerson Mnangagwa and his associates.         Despite substantial evidence, there has been a lack of meaningful investigation or accountability, fostering a culture of impunity. According to Section 212 of our Constitution, the Defence Forces are mandated to preserve peace, protect territorial integrity, uphold the rule of law, and safeguard democratic institutions. We bring to your attention the following critical concerns: Allegations of the President’s involvement in corrupt activities, res

1 2 3 4 5