Boss Tinashe Mutarisi Page nderedu mafans and you're allowed to give us variety. Zve Uyo akuda kutori personiliser ndezvaqe uyo. Vamwe tinotoda vawulence iyoyo💥🤣Mvana dzichafa riniko tizorore. Boss Mutarisi musaudzirwe zvekuPoster on your Page. Munhu anoliker zvinomuitira. Leave Shadhaya Alone Please. Famba NashTV💥🤣Ngaaende kunotonga kumba kwake.Akuda kuti va Mutarisi vaite hot spot grudge rake re insecurity iroro.Shadaya haataure zita remunhu.Anyumwa here nderake
Ko achazodawo kuita Sa ED kana afaa ndiyaniKasi vari two kani Because this one looks slim pane akaita kachidhafu sooIni ndomufarira zvekutidaro zvirinani zvaari kuita hazvina kana noise mukati plus zvekuti azonzi akuda kuita president wenyika haaaa handifunge kuti ati azvifunga musanyanyozviisa muhana zvenyuUyu anotorarama kalife kake ega achizvinakidza hake ari president life yake ichitoendekaUyu anotorarama kalife kake ega achizvinakidza hake ari president life yake ichitoendeka
Kane dzungu kafungisai regai kakarohwa gore riye nema bodyguards aGrace😂😂😂Hezvo ndiwe Mai vemwana here iwe Fungisai wakutoda kutiudzira kuti tirege kuti Dzabu.Ndezvako izvo mwana uyu anonzi Dzaburukanyashadzaishe Munetsiwa shortcut Dzabu saka usade kutiendera pamberi.UkwaneAPachavo...Ane problem ndimi munonotora mapost ewanhuiwaka uyo ndidzabu uyo hazvichinje Malia nderepachitupa dzabu ndoorineropafadzo yakeUyuwo uyu, iye mukadzi uye akatopihwirwa mari zita iroro ivo mai vake vanoti dzabu, Iwe wozouya woti pwetere pwere, gara pasi fungisaiKkk kwaaa chipoko chapopota wena ayiwa akutonzi dzabu uyo mhosva ratowa drama🤣🤣🤣😂kane dzungu sehuku yabva kuita bonde nxaa mwana ndiDzabu achida asingadeNdakambokuudzai kuti uyu anozvifungira 🙄 imagine kuti mai vaya vakapa dz
Olinda has always loved Stunner though. Every one has that one person aripamoyo for life.. however, that edited video proves nothing. But what I know is Olinda will be back on live Stunner anyenga hake another yellow bone. Chinhu cha Stunner achinyare kuti chine grey hairTytan dai wambotsvaga kwekubatsirwa imba yaparara.Pinda pamabvi chikomana.Tsanyira imba ndeyekutomira mira.Ndina madzibaba vandinoziva vanogona manje ivavo panyaya dzemba kana uchida ndibate ndikupe number umbotraya.Ini hangu ndoti Olinda ngaaende Kuna dziva aimuda nemoyo wese titan mudiki plus haana simba rekucontroler anodheererwa dziva manje vakura now vakudawo pekuzororera vachaendepi Mari Havana saka worinda ndiye chaiye🤣🤣Ngavadanane vakafitana plus vane ma unfinished business. Ini I’m supporting OC. Famba
Tytan namatira imba yako hako iweTytan haagoni kutsvaga basa here shuwa kuitwa chidzoyi apaa akanyeperwa zve status ,ndondzwa hasha mhani mwana komana dzidza kuzvishandira mhaniInini kettina anondibhowera nhema akapihwa guhwa anowedzerera tytan was there musi we video iro munhu akamupa guhwa ngamuwudze chokwadi chizere Oc is still wedded to Tytan ende musanyeperane kuti Oc akadzokerana na stunner vaye ndovanhu vasingafe vakadzokerana asi vanokupai nyaya dzekutauraMukadzi wese anotodawo murume murefu mutema 🤣🤣🤣
Saka mazifuta aya akabvisirwa stunner nhai umm mai yaramba kukura iyi munhu ave nemajaya ose aya ipapa achatoitira stunner mwana saka ndiani anotora mkombe wechi bhishu worinda nachikiti😉Changamukai pepukaivo zindoinda ndoindavo rakainda nevakawanda Pinda ubude ndipindevo vakawanda vari kuzhamba Singing in Progress' s voiceOlinda haasi Bhishu asi varume vaano wana mikono yetsambara fut imba anotoida asi zvinozorambawo kamuchachilo akazonakira kuti haati wese murume omuzvarira
Iiiiiiiiiii zvakaoma hazvo saka nhai Jose naMellisa makadii kungondipindurawo kuti muchiri mese pese pandaibvunza zvehurongwa hwenyu kuti hwakamira sei??Kundipinza busy ndichishaya kana hope nekuda kwenyuðŸ˜.Saka makugara mese here?.Muchato wacho saka makatozozvisiya here?Asi ndafara kuti muchiri mese ndakubvarura calender randaiverenga madays enyu kubva musi weroora.Melissa anozvofosedzera hake pane murume uyu he is alwys miserable with her asi kwa Zozo unowona am tonsils ne ma cavities achogegedzeka hake sa magosha apuhwa Savannah.Hatidzisiye nyaya dzavo vakauya pasosho midhiya tikaliker……idata rakashanda rinotengwa nemari ka ahi!!!kana vaisada tidzizive vakadii kuzviita zvakaperera kudzimba dzavo??we are as equally involved tirikuda update😂Ziface raJosefa hariratidzi l
Rose Rose 🌹 kudazvinhu is a person. Ok ok so ndiro team rekukanda Mura pasi pebhadzi nhai. Holy Gumi unogona kufuma wavarombe hako iwe. Zino irema. Team rakaparadza Mura sekuseka so apa vasvika Zim vasina mari ye kuno gara kuhotera vari kumba kwamura team iri so . Rose please siya Holy Gimi Ane mukadzi wake .Rose anozviita akadzidza anoshanda but anekahudofo Nekahu Unprofessional Mari paari soKo zvaari maBhishu akazvitsakarira zvawo tonzwa muchimataura tichiti maybe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Hmmmm why does she call herself a fashion stylist when she can’t dress herself wellðŸ˜Kune munhu achiri kufunga kuti Kamuchacha akaparadzwa neumwe munhu? Inga uri simbe yekufunga! Feli destroyed herself
Mukat Lorraine ane chinhu hre mubhurugwa umu. WY amwe mabby kna akapfeka tumashort pannge pakaita kufuta rakadhinda zvse nekushepa. Bt iye apatombooneke kana kasign🤔🤔Akamboudzwa naPeter nenyaya yekaShort haateereri Lolo 😂😂😂😂😂Kuzuma chinhu chemunhu kudaro hausi right iweAaah isu maZimbabwean ka taane kumwe kuzvinyanya nxaaah.....ko takatadzei senyika nhai.Anekatsoka kemhene mabeche hafanani sure hpn chinhu
Thomas Chizhanje he s slowly replacing Dj Passion Javas Bag Carrier or madhumbe wechirume is now singing for his supper hakachaite zve politics kamazhanje inonzi Zim iyoyo Akwegura same same neadult teenager redu remayellow born