Celeb News

March 13, 2025

Breaking News Murume Wa Aunt Joey Zimba Abatwa

dressing yake iyo abva ati nemo nemo muna Pastor Freddy. ndiri kunzwa kuda kudhomoka bhoyz rangu.       ukada zve anokwana pana Magaya nepana Madungwe nemupfekero uyu. nhumbi dzacho zvese kutofanana makara.         muchidimbu ndibaba vechitendero chakasimba, vasinga rovhe kusangano svondo yoga yoga. varume vaye vanotanga vanamata panguva dzebonde.Chinondishamisa mopopotera munhu ari pano papage 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅sure munganetseke nemunhu aripano akapostwa kahobho hobho😅😅😅😅Anovigirweiko chiso. Ingoregai kuposter           zveI think ma fishers of husbands vachadzifambira nyaya dzacho c

March 12, 2025

Zanupf Hurumende Yopa City Council 48hours Yekupunza Dzimba Dzevanhu

BREAKING: Hurumende yapa makanzuru ese emunyika maawa makumi mana nemasere (48) ekuti ange abvisa vanhu vose vari kutengesera munzvimbo dzisingabvumidzwe. zvi zvaziviswa negurukota rezvekutongwa kwematunhu, VaDaniel Garwe vazivisawo kuti hapana munhu         achabvumidzwa kutengesera mukati memaguta nemadhorobha nguva dzeusiku, uye vanofamba vachitengesa doro mudzimotokari dzavo varambidzwawo zvakare. VaGarwe vataura izvi pamusangano wavaita nevatori nevanhu nhasi masikati.   Ngatibatane Channel paWhatsApp          Zvakaoma saka vanhu voraramirepi ayehwa zvakwana Munangagwa must goImagine other countries are busy building house for their citizens whlist Zim is busy destroying houses for its citizens. Zim

March 11, 2025

Mukomana Atisiya Auraiwa

Uyu ngaabatwe Timothy Chisenga or Timothy Masamba aka dhobha. Murdered my brother in Rustenburg. Please contact me on +27624415229 or           Boetkong PoliceIyi imhondi irikutsvakwa yakaponda ponda munhu kuRusternburg South Africa kumupondera 1000rands apa a fellow Zimbabwean killing each other    Anonz Timothy Chisenga in Rustenburg. Amuona batai number yasisi vemufi anonzi Enifa   ðŸ‘‡ +27624415229

March 11, 2025

Tytie Hazvina Kupera Mushe Kwa Chihoro

Chihoro imbavha kani bvunzai ini....hapana kana zvozikanwa apa....kana kurombesa kwacho handifunge anokugona Memory uyu 🤣🤣🤣🤣....vana tytie vari pabasa ava         Tytreku advertiser mbavhaVari kuti vana tyite vanyadziswa moti dai chiri chokwadi vaposta video iri here kuvhara ma1 kwa gogo chihoro ukuuNdavanyarira vanzi no cameras. Dai vambomira zven'anga they are still young.           Apa kiki hasati ayitawo ne kunoona vabereki busy kuzhinyira n'anga yooMai vandoshare navo patinogara vakashaikirwa nemwana zvisina tsarukano, vakatora hardly earned $150 kuenda kwachihoro vakadzoka vachichema pasina chabuda

March 11, 2025

Pokello Obatwa Kurikubva Godo Rese

Nhai Pokkie kubva watadza kuisawo pa instagram story kuti congratulations Lullu 🥸🥸🥸godo racho haride kudaro hamaThat moment when the teacher realizes the student has always been smarter than her 🤣🤣🤣 hazvitambirike zvekumhanya 😂😂😂student yototorwa           picture naFather in law vako, apa iwe teacher, hauna kana yescarf zvayo kkkk askana ka 😂😂😂Harisi godo,she is wise she knows if akaposter anoita seari against Sonja.Ko iye Lulu akatadza kukokawo sahwira wake kumarooro kusvika pakuita roora squad hama dzemurume?         Come To Think of It.  Who Has More Money Emery Jnr Or Wicknell?? So What Exactly Could Pekello

March 11, 2025

Kuda Tagwirei 7 Million Sure Here

DR Kudakwashe Tagwirei, the Chief Executive Officer of SAKUNDA Holdings, made history this weekend at Solusi University by becoming the first black individual to be honoured with the Global Award of Excellence by the General Conference of the Seventh-Day Adventist Church.       Kudakwashe Tagwirei, the Chief Executive Officer of SAKUNDA Holdings, made history this weekend at Solusi University by becoming the first black individual to be honoured with the Global Award of Excellence by the General Conference of the Seventh-Day Adventist Church.           The Global Award of Excellency is a prestigious accolade in the Seventh Day Adventist Church awarded to an individual who has made a global impact in education worldwide.

March 11, 2025

Paita Mutemgese Dreams Fuel Tanker ⛽️ Robatwa Richi Smuggler Mutoriro Pa Boarder

Dreams fuel tanker rabatwa ne smuggling nhasi 10 March 2025 ma drivers haasi kumira hanzi "get rich or die trying " munofa ne nhamo mazogara kumba uko.Ukaona wangove nemweya wekuda kupfuma fast ziva kuti wadana           urombo mumba ndizvozviMuchinda arikutawura apo ndiye mutengesiSo you do crime, and record yourself while committing the crime? Some room temperature IQ right there.Pane paita mutengesi somewhere ukaona zvadai

March 11, 2025

Ana Tete Wicknell Chivayo Votukwa Kupa Mwana Wa Sonja Mari

Wicknell atuma sister yake kunopa jojo $10K yekuti sorry daddy vakazoroora new mum🔥🔥🔥🔥         Wicknell atuma sister yake kunopa jojo $10K yekuti sorry daddy vakazoroora new mum🔥🔥🔥🔥

March 11, 2025

Walter Magaya Ofumurwa Ne Church Member Joki Rake During Church Service

Vavhura hombe usanyepera kudzungaira iwe magayaVavhura hombe usanyepera kudzungaira iwe magayaProblem ndeyekuti vanhu vanokurumidza kujaja munhu but hakuna munhu anopenga zvekuda kutsvaga mbiri naprophet.Kune maprophet ekuti haatarise chimiro           Chemunhu like zvamuri kutarisa but vamwe vanorara nevanhu coz vanoda kutora zvipo zviri pavanhu vanhu vakaziva izvozvo vanobatsirika.You may be shocked to find out she's saying the truthHazvina kunaka kuti muzimbambwe ushaiwe data zvirokwazvo haunga ijoye         Prophet ndivo vakatoshevedza mukadzi uyu muchurch, yanga yatopera church service vakatomisa vanhu kuti musaende vakashevedza ma camera man kuti a recorder everything saka dai vaiizviita private vaizour

March 10, 2025

Murume Wekwa Tilda Ozviuraya

Oh my God…I am watching Domestic Issues on Youtube.Murume wekufona last week ane mukadzi ane zvikomba 22 hanzi akazviuraya …Yataurwa around the 1hr 53 mari nyaya iyoyo.Just sad       …..When he was asked naTildar about it akati mukadzi ndichiri kumuda handikwanise kumuramba cause ndinozowana mumwe ari worse than iyeye and I wondered kuti rudo here or it was fear of the unknown 🤔 or anga akarohwa nechiveve chePain          Pedzezvo oti first wife yakamurova same skiri futi pakaipa.Vanhu zveku cheater vanongozvidawo hazvo bht zvinokanganisa self-esteem yeariku cheatwa vamwe vari strong they can forgive and move on but vamwe they cant its sadHanzi vanhu vavoti wakadyiswa ndovakamupa stress akazviur

42 43 44 45 46