Celeb News

October 30, 2025

Kuzvarira Ma Nigerian Kutambisa Nguva Vana Sisi

Makadii henyu ndini mai vemwana uyu aripa picture,,ndakaenda kubasa on monday ndinoshanda mu Durban, ndakadzoka kubva kubasa ndikamushaya kubva monday ndaka reporter kwese asi till now handisati ndawana help.Ane 7 years ndokumbirawo rubatsiro hama dzangu ndikwanisewo kuwana mwana wangu..number dzangu idzi +27 81 761 2145         Kuzvarira mu Nigerian kutambisa nguva those pipo kana voenda kunyika kwako vana vavo havasiye hanz vanoti hatina vana vanosara musamgo skaa vanotakura same applies nevanh vekumalawi pane musikana akanz ndoda kunorakidza vabereki vang murume kwakuenda nevana kumalawi ane 2 years hana kuzodzoka naye 2021 nanhasi musikana akangotarisa nzira mwana dololo musazvarira vanh ava         MaNaijimbi haana

October 30, 2025

A spokesperson for Viking Cruises confirmed And Search If Coast Guards

search is underway in the Mediterranean Sea after a crew member on the Viking Star went overboard during a cruise on Monday morning.     A spokesperson for Viking Cruises confirmed to Fox News Digital that a member of the crew was seen going overboard at 11:31 a.m. local time.The coast guard told the outlet it received a report “of a crew member falling overboard” while the boat was about 100 nautical miles southeast of the Calabria coast in Southern Italy.  On Facebook, passengers posted updates regarding the search. One wrote the ship “stopped for over four hours.” Another shared a video of aerial efforts to find the crew member.        According to CruiseMapper, the ship is o

October 30, 2025

Murume Ane Hutsinye A video circulating on social media shows a man identified as Mehluli Mamba

SAD? | A video circulating on social media shows a man identified as Mehluli Mamba assauIting a young woman while accusing her of stealing money.    The incident reportedly took place in the Insuza area of Matabeleland North. According to reports, officers from Insuza Police Station have identified the man involved, but he has not yet been arrested.          The case has not been officially reported, as the victim is currently missing and has not been located.         !Cameraman first kuseri uyo wedumbu mozomuona and mamubata mumuite panel beating yenyu Iya IyaAnehutsinye murume uyu nxaaa

October 29, 2025

Pane Nyaya iripano iyi Mukadzi Ae Nhumbu Ya Nyathi Akazama kufonera Nyathi

Pane Nyaya iripano iyi Nyathi akanotora mukoma vake kumba kwaaigara nemukadzi ane nhumbu vakabva vamusiya ega vakamubloka:::         Mukoma waNyathi uyo anonzi Bmkuru.Akatiza mukadzi anemimba kuno kuDurban asina kana chekudya apa Mari yeRent apa mukadzi arikurwara takazama kutaura naye aitopindura rough hanzi handisi Doctor. Hanzi akamunyepera kuti ndikuenda kubasa kwakuuya kunotorwa naNyati Gilbert kwakuti handichadzoki .. Mukadzi arikutambura kuno kuDurban nemimba yakuda kuzvarwa achifara kwanyathi ..   Akazama kufonera Nyathi achimubvunza kuti ko wauya kunotora Murume wangu uchichipa sei akabva amublocker zvese nemukadzi wacho. Haa aripama1 please.          Edited : number dzemukadzi wacho ndinadzo!

October 29, 2025

Socialite Anwa Mushonga What A Tragic

20-YEAR-OLD woman died after allegedly consuming a poisonous substance in the Gweru Central Business District on           Identified as Tanaka Mutukwa, the woman was rushed to Gweru Provincial Hospital but sadly passed on while receiving treatment.         Hospital Superintendent Dr Fabian Mashingaidze confirmed the death. “All we know is that we have a female patient who was brought in for treatment and unfortunately passed on. We cannot give further information at the moment before results from a scheduled post-mortem,” he said.           Sources told this publication that Tanaka had been in a relationship with a local car dealer who reportedly impregnated

October 29, 2025

Jackie Ngarande Oseka Pokello Murume Wa Leya Haazi wako Haufe Wakabvumirwa Ku poster

Jackie Ngarande Oseka Pokello Murume Wa Leya Haazi wako Haufe Wakabvumirwa Ku poster   

October 29, 2025

Ndidzo Mhepo Idzi Abaiwa Musoro

Sad? Viewers Discretion advised! Mukomana Akadonhera Pasimbi Akabooka Musoro?Ndidzo mhepo ka idzi

October 28, 2025

Vecco Lupa Tirikunyara Baba

Ndeipi please hide me ndine guhwa riri sweet unoziva here kuti mwana wamai Scott ndewa Vecco asi Vecco arikuti haisi yake cos vakarara vese muna march ya Vecco yaifanira         kuzvarwa Dec ...Saka Vecco arikuramba kuita ma DNA. vasikana vepa Facebook vakukwirirwa ma 1000 vachifunga kuti Vecco ane Mari.Zvanzi mukoma vecco vane hombe uye vanogona kuishandisa futi futi. Uye zvanzi vanonaka kani ?????????????

October 28, 2025

At least Vakageza Ku Mamelodi East Ukoo

Sisi ava vaburitsirwa ma nudes avo anogara ku Mamelodi aidanana nemurume wemunhu saka manudes awanikwa nemukadzi wemurume waaidanana naye ndiye aburitsa. Tik tok mumwe achafa cheteSis kana maisenderwawo blambi ngaibude         mutrende mese musasiye full Pic remurume wacho???????vanhu havatyi kusender manude here asi ???????????ndakaona amwe muphone yeumwe ft hmm????????At least Ava vakageza?

October 27, 2025

Oponda Munhu Zanu-PF Boss ZRP Yoti Haasunngwe

Police last week summoned and interviewed Zanu PF Masvingo District Coordinating Committee (DCC) secretary for security, Esau Mutanho, over the violence he allegedly unleashed during the disruption of opposition politician Job Sikhala’s biography launch in Masvingo in July this year.According to a police source , officers are deeply reluctant to arrest the man.         Masvingo Police Spokesperson, Kudakwashe Dhewa, quoted by Masvingo Mirror, however said progress of the case has been stalled by the absence of the gadget used to take the videos.       “The matter is already at the courts but we have been advised to get the gadget used in taking the videos so that we can verify the evidence with our Cyber Laboratory.

3 4 5 6 7