Jakwe ane bipolarNdopaunoone kuti imwe beauty doesn't have brains....jus say thanx for de compliment...We ol know situation iri munyika.. That was a compliment...zvimwe hazvidi kudeepisa pese pese. Hanzi zim yakakomborerwa nevaskana vakanaka, iye akutodeepisa abt mabasa. Ehe zvinhu zvakaoma asi munyori aari kungopraiser wo kunaka kwake...That was a compliment, zi nhoroondo iro yatova attention seeking
Gogo Masiriri saka uyine bitterness neruvengo kune vanhu vasina rudzi newe. Dai warega kutambisa nguva uchiita bitterness kuvanhu vepa social media . Enda unosvanga rubatsiro unotoda iri councilling chaiyo to get a closer. America kwauri dani wakabatsirwa Karesa pane kuita bitterness ruveko kuvatorwa .Mostly vanhu vane anger kungogara vachipopota have childhood traumas so they project their fears on other people
Pavacharwara vachifunga kuti varikushamisira ndopavachadzidza vanondibhowa amai ava vakashaya zvimwe zvekuita here Chigogo ichi soo chero zviknzi ndiyo content yake yekudya kunge ari kumhanyiswa bodoo anotokundwa nambuya rera kudya zvakanaka ini ndoda kubika kwake aiwa anogona shame bt pakudya aiwa bodo ndoenda kwambuya rera chero zvambuya rera uchiona kuti chikafu chinoshata ichi bt vanodya zviri smart Mbuya ava chero tikatı musavaunza pano havo vomwira muketero.. Ukashanya monobikirwa imomoComrade Esther Sadzarinopisa showing off her skills. Zvekudya sadza richiri kukwata zvishoma izvo! Tea chaiyo vanonwira muteapot! Zim got talent 👌👌👌
Nhai Tatelicious, why don't you become a musician? You have so much talent, please put it to use â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸Homwe ikazvigaya ikaita serious ne music ndaona vamwe vachifa nenzara mu industry umu Tate aenda ne bag $$Windah Homes Yes dear I am now a full time musician that's why you see I'm no longer doing lives everyday. I am putting my energy in music now ðŸ™â¤ï¸ðŸ¥°It's my 1st tym to comment on this page ndowanzogara hngu teresi asi voice iri randiburutsa teresi queen pindai mu industry ye music iyi ndaona matora Mari Tatelicious Karigambe-SandbergThis took me back to the days when you sang a song on the train. I fell in love with you instantly & been your follower since. You were w
Zimbabwe’s bogus opposition leader Douglas Mwonzora has withdrawn from the August 23 elections citing election management irregularities. Although these irregularities exist, Mwonzora stood no chance at all in a free and fair election after selling out to ZANUPF and the regime.
First born akafanana na baba vake. 2nd born she is still very young kunzi akafanana nani chero kunzi namai vacho it's still early ndiri mu ward yevana vasati vasvitsa gore vese vakaita kunge mudiki uyo. Malia Matipa Dzaburukangonidzaishe MunetsiwaðŸ˜ðŸ˜Mwari vane va Tyra chokwadi kunozvara ngoni ku tetelicious ashaye guhwa ne ma bhombo ake ose ayihukura akati Mira ndivanyadzise dutu remhepo rishaiswe Simba haah kuna Mwari kudenga pasi Pana sataniWhy vanhu vasingade Madam Boss to rest kani? Why do you want her to always be justifying her life to you? This is so wrong at all cost. Please allow her to enjoy the baby she longed for. Once you create rumours you cause a rift within the family and it's not good, shez also human kani.
Achema zvekubudisa nedzihwa dema dema refodya yemhuno yaasvuta🙄 Nhai swagger kana zvanetsa enda unorima fodya kumusha uko than Kutambura kudai 😄😄 Kane hunyope ndozvakanopfekera madhirezi munhu rume kuda kupemhaKanotuka vanhu vanogona kutsvaka mari kanhu ikaka iyezvino kari kudya sadza nesalad Pasina kuti chii kana kuti chii swagger hapenge here chaizvo chaizvo kuita siyelele chaiyeVakadzi ndimi muri kunyanya ku follower ngochani muchiti hee Queen heeee mother muchachema henyu dzakukutorerai varume
Needing health check red lips 👄 and mapundu her intestines are on fire 🔥. Hello pachirongwa nemadhara eZanu anumukwira 🤣🤣Ummmmm pressure yavanopa vanhu ne filter ma1🤣🤣Ko ndoface yke chaiyo nhai🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Asi akurwara??, chete pic pasina firita rinokuburutsa zvauriMalips ayoo AIDS zvayoo yooooo muromo wakatsvuka nei kudaiiii MAKEUP..WIG INSTALLATION..PLUS FIRITA CAN DO WONDERS HOOOShe just looks tired and unwell endai munoona live.Screenshot rangobuditsa angle isiriyoMa lips kunge apiswa ne chi gusvani Che fodyaKunzwa musoro kutema mukoma handiro tambudziko mukoma 🙆ðŸ¾â™€ï¸. Nhai imi🙄Mwari woye zvavachauraya vanhu nepressure ye firita ðŸ
Muzuva ranhasi ndinoda kuti kuna Freeman sorry hako nekukuti unonhuwa weti.Ufunge hako dzimwe nguva semaghost tinoenderera ende hatina kana pekugumira but I realise that some of the things we say actually affect you guys as celebrities/socialites/public figures Sorry hako ufunge plus ndina new bae anoera Mhofu anokuda zvekudaro anogara achindiimbira song yako iya yekuti hee unobvuma here kuva Mai Mhofu hee wat wat.Imajeni akazoziva ndine kaghost kanoswera kachitaura zveweti dzako. Sorry hako Freeman please forgive meðŸ˜Kana wandiregerera huya uise like papost ino kana uchiri wakatsamwa isa angry faceðŸ˜Zvako Changamire Roxy zvinoonekwa kuti majokes manje zvaBete naMukando nerimwe rainzi Jeyline rakachinja zita unotonyatsoona kuti urwu ruvengo c
Zvibage two ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ nox kuita kunge tatelicious along side amai gamu mukadzi azvizode kufanana nababa vako Wekutorerwa Nox na Amanda here uyu wekutenderedza warume joburg yese hameno zvangori uyu cde dust Hayaas face yaKnox inedzimwe nyaya dzekudhara dhara dzainotaura iiiiiVakomana vezaka vanoshusha sevanhu vakakura vasuffer vanoda kusaffisa munhu weseLooking good Amai Gamu 👌😘 Amai ava vakabva vatanga kutsvukirira kubva zvavaka siyana naNokusi, kakomana aka kanenge kaishusha