Celeb News

August 03, 2023

Olinda Anoda Stunner Voonekwa Kuhotera Vari Vese Vanhu Voti Dai Vangodzokererana Nekuti Vakafitana

Olinda has always loved Stunner though. Every one has that one person aripamoyo for life.. however, that edited video proves nothing. But what I know is Olinda will be back on live Stunner anyenga hake another yellow bone. Chinhu cha Stunner achinyare kuti chine grey hairTytan dai wambotsvaga kwekubatsirwa imba yaparara.Pinda pamabvi chikomana.Tsanyira imba ndeyekutomira mira.Ndina madzibaba vandinoziva vanogona manje ivavo panyaya dzemba kana uchida ndibate ndikupe number umbotraya.Ini hangu ndoti Olinda ngaaende Kuna dziva aimuda nemoyo wese titan mudiki plus haana simba rekucontroler anodheererwa dziva manje vakura now vakudawo pekuzororera vachaendepi Mari Havana saka worinda ndiye chaiye🤣🤣Ngavadanane vakafitana plus vane ma unfinished business. Ini I’m supporting O

August 03, 2023

Tytan Wotoshinga Zvako Kunamatira Imba Yako Chikoma Kupusa Here Chiiko

Tytan namatira imba yako hako iweTytan haagoni kutsvaga basa here shuwa kuitwa chidzoyi apaa akanyeperwa zve status ,ndondzwa hasha mhani mwana komana dzidza kuzvishandira mhaniInini kettina anondibhowera nhema akapihwa guhwa anowedzerera tytan was there musi we video iro munhu akamupa guhwa ngamuwudze chokwadi chizere Oc is still wedded to Tytan ende musanyeperane kuti Oc akadzokerana na stunner vaye ndovanhu vasingafe vakadzokerana asi vanokupai nyaya dzekutauraMukadzi wese anotodawo murume murefu mutema 🤣🤣🤣

August 03, 2023

Olinda Saka Mazifuta Aya Akabvisirwa Stunner Nhai Mai Yaramba Kukura Iyi Dzikamawo Wapera

Saka mazifuta aya akabvisirwa stunner nhai umm mai yaramba kukura iyi munhu ave nemajaya ose aya ipapa achatoitira stunner mwana saka ndiani anotora mkombe wechi bhishu worinda nachikiti😉Changamukai pepukaivo zindoinda ndoindavo rakainda nevakawanda  Pinda ubude ndipindevo vakawanda vari kuzhamba  Singing in Progress' s voiceOlinda haasi Bhishu asi varume vaano wana mikono yetsambara fut imba anotoida asi zvinozorambawo kamuchachilo akazonakira kuti haati wese murume omuzvarira

August 03, 2023

Joseph Madziire And Melissa Makwazha Voti Mhuri Ye Zimbabwe Tatelicious Anonyepa Isu Tichiri Tese Nezita Rajesu Tichachembedzana Vavengi Varipo

Iiiiiiiiiii zvakaoma hazvo saka nhai Jose naMellisa makadii kungondipindurawo kuti muchiri mese pese pandaibvunza zvehurongwa hwenyu kuti hwakamira sei??Kundipinza busy ndichishaya kana hope nekuda kwenyu😭.Saka makugara mese here?.Muchato wacho saka makatozozvisiya here?Asi ndafara kuti muchiri mese ndakubvarura calender randaiverenga madays enyu kubva musi weroora.Melissa anozvofosedzera hake pane murume uyu he is alwys miserable with her asi kwa Zozo unowona am tonsils ne ma cavities achogegedzeka hake sa magosha apuhwa Savannah.Hatidzisiye nyaya dzavo vakauya pasosho midhiya tikaliker……idata rakashanda rinotengwa nemari ka ahi!!!kana vaisada tidzizive vakadii kuzviita zvakaperera kudzimba dzavo??we are as equally involved tirikuda update😂Ziface raJosefa hari

August 03, 2023

Rose Maitt Cousin With Holyten Onzi Zvaakatombumbawo Zvake Holy Ngaangwarire

Rose Rose 🌹 kudazvinhu is a person. Ok ok so ndiro team rekukanda Mura pasi pebhadzi nhai. Holy Gumi unogona kufuma wavarombe hako iwe. Zino irema. Team rakaparadza Mura sekuseka so apa vasvika Zim vasina mari ye kuno gara kuhotera vari kumba kwamura team iri so . Rose please siya Holy Gimi Ane mukadzi wake .Rose anozviita akadzidza anoshanda but anekahudofo Nekahu Unprofessional Mari paari soKo zvaari maBhishu akazvitsakarira zvawo tonzwa muchimataura tichiti maybe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Hmmmm why does she call herself a fashion stylist when she can’t dress herself well😭Kune munhu achiri kufunga kuti Kamuchacha akaparadzwa neumwe munhu? Inga uri simbe yekufunga! Feli destroyed herself

August 03, 2023

Peter Dhewa Moyo Oseka Lorain Guyo Onzi Kuti Anechinhu Here Mubhurugwa Vanhu Vozuma Chinena

Mukat Lorraine ane chinhu hre mubhurugwa umu. WY amwe mabby kna akapfeka tumashort pannge pakaita kufuta rakadhinda zvse nekushepa. Bt iye apatombooneke kana kasign🤔🤔Akamboudzwa naPeter nenyaya yekaShort haateereri Lolo 😂😂😂😂😂Kuzuma chinhu chemunhu kudaro hausi right iweAaah isu maZimbabwean ka taane kumwe kuzvinyanya nxaaah.....ko takatadzei senyika nhai.Anekatsoka kemhene mabeche hafanani sure hpn chinhu

August 03, 2023

Thomas Chizhanje Slowly Replacing Dj Towers

Thomas Chizhanje he s slowly replacing Dj Passion Javas Bag Carrier or madhumbe wechirume  is now singing for his supper hakachaite zve politics kamazhanje inonzi Zim iyoyo Akwegura same same neadult teenager redu remayellow born

July 26, 2023

Pokello Onzi Arikutoshamisira Nering Yemurume Wemunhu Achaita Zvake Mary Chiwenga Misodzi Yeumwe

Vana Mary vakangoondomoka takatariraMabhishu sis Poki Manyamakusatorota kana kukendenga zvekuti maiguru vari kuhumana kupedza nguva. Chikuru kurova bag nekuchengetwa. Zvekubudikira izvo Rayo a drama.Ini munhu anotora murume wemunhu ndakamuvenga angu .. mufaro wevakaipa ndewenguva fupi ... Zvikada kupanduka . Ask maryNyangwe akadaro chatinoziva anosheya mb*ro inopinda muzvimvura zvamaiguru first. Vakawana herpes, thrush etc Pokie anotapurirwawo.Firita rinowanziswa apo izvo kuzama kupa Vahosi pressure nxaa🤣Anogwara uyu arikungotipa explanation wani nekurembedza chiring icho

July 26, 2023

Ngoni Masuit Ako Apera Kuno KuZim Nasekuru Gudo Vopfeka Zvese Nemadhuwe

Ngoni masutu🕴️ apera kuno naSekuru Gudo.Zvine basa rei vakapfeka sutu dzemukwasha wavo iwe munyori haufi wakambopfeka sutuChiuno chamhofela kunge size 38 to 40 cha sekuru gudo 28 to 30 saka munyori gara pasi🤣🤣🤣🤣hanty kaitengerwa nemukadzi hr paaita chipfambi chake ku State house uko

July 26, 2023

Tatelicious Onzi Arikushaya Chokwadi Kembo Mohadi Kuita Baba Dzabu Watinoda Tese Here Mazimbabwean Ochema

Imi ba Tanya tsvagai traffic zvakanaka last time you said Fifi mwana wachiyangwa ende v11 racho Manga musina maingoti hanzi 2 mukanyepa futi Melissa makwasha Pfuma yakadzoswa boom now makuti mwana wamadam boss ndewa kembo mutikwanire when it comes to kids hamufanhe kudaro hapana akamboti iwewe hawusi wekarigambe those things will affect vana ivavo kana vakura usatiwudza rubbish kunge wakamedza bin iriwo zi scud evidence rowuya richitaura zvema tax taura kwamunoswera hatidi mahanzi bring v11 sezvamangoita panyaya dza fellyYuwi madiro amunoita mafundis enhema nemasoshalaiti dai ariwo madiro atinoita MWARI kudenga taienda mumwe anotozvimbirwa nehasha kut soshalaiti yake yatukwa kkkkkkkkQueen is right, when she is bullying other people munomusekerera, now because she has touched the mighty one

59 60 61 62 63