Jackie baba ava vaiku chengeta havo bhururu, dai zvisina kuzodirwa jecha nemukadzi wavo watova nema manishoni akowo saPoky.. Kasmile kaMtuli ako kaiva kablesser ayida side huku nemoyo ne aorta yese 🔥🔥With very little being out there concerning who Mwenewazvo is with I will not be surprised zvikazobuda tagara hedu kuti achiri naMr Mcube. Thing is these girls are very very clever. Paye pakaitika error paye pataziya tese senyika kuti MF vachikujira rifa pakati petransport yaAsoko. Plus Asoko havatani kuti hanzvadzi hanzvadzi kune vemitupo mimwechete navo ka. Vanenge vakangotowo bhuti bhuti kuna MF, MF vakati ndingati sisi kurifa? Bodo rega ndije breakfast yo rifa, chingwa ndonotora chakasara pakakandirwa vanhu kurally gore riye riyeOne thing about these b
Hatitongwi naOlinda & hatitadziswe kubatsirana semaZimbabweans naOlinda, haasi Mwari . Those that are willing to partner with Shema zvisina drama go to her page motora number motaura naye. Its as easy as that , not zvekusweropiriswa midzimushungu yokwaChapel! Shema anomwa tea isina masamba kumaruzevha achifira kubetsera but iwewe uda kutamba humisisi pazvinhu zvitori serious kudero? Uri useless OC haikona. Manje takuchimhanya and its going to be very easy usipo iwewe cos ndiwe unonetsa. Vanoda kubatsira Shema kandai mari dzenyu or madonations enyu kunaShema, zvotomubatsira kuti awane mabasics anoita cater for her team nevaanenge achibatsira on a daily basis not zvaOC zvekuti unganidzai mari , 2 months later mari yakangoungana vanhu vachingofa nenzara but ichinzi ndeyekwaShema! Mari dzi
Rich aunt vakambovhara mabrijo mari yehuku Vakambochemedza mai livingstone nemari yavakanyepa kuti vatumira Ipai shema mari yakapihwa nevanhu motora £100 yenyu yamakabvisaOlinda haana mari only tht mazimba mukayona ka Range Rover ka 2010 moti munhu aita mari pese panobvisa mbuya iyi contribution noise yega yegaRine moyo wakaipa iri rimazizino akawandisa mukanwa iri .she cannot just help .there is always an issue .rine moyo wakaoma zvekutiUyu akama** moyo. Everything has to be about her. Everything zvo pedzisa zvane noise mukati. Y’all the world doesn’t evolve around you. You need to get down that high horse.Mamillionaire ane real money havambofa vakada kuratidza vanhu kuti vakapfekei tinongo zvionera tega nemaziso zvamai Nandi ndezve kumanikidziraMatomudenha s
Saka Ngoni akatokundwa nevakomana vechidiki simba Enzo ,Nijo ,Mutsvene gaming kuita vakomana 🤣🤣🤣🤣🤣Dai tachibvisa pfungwa dzekuti vanakomana vakakosha kupfuura mwanasikana this world yairaramika munezvakanakaðŸ˜This is not right on all levels.... Africans muchiri nekushora mwanasikana nanhasi shuwa. Hunhu uhwu 🚮Vana vese vakakosha dayi vasikana vasina kukosha tisingatozive nezvako wambotanga wafunga kuti mom's vako vakakutakura 9 months mukadzi 😎Mwana chipo chinobva kuna mwari Zvekuti abuda ari musikana kana kuti mukomana iyo ndo decision yaMwari manje , lack of knowledge mune ka problemKo MB vane chikapa chebenzi ka mhofela vanenge vakango buritsa ziso kunge varohwa nemgetsi.
Tetez 💖 ndivo vachatowana 30K + nema 🌟🌟🌟 asvotwa enda unomama 😄😄Slow slow Tete hatina chekumhanyira , takananga ku 30k hedu ,muchifumura henyu ma panenge pakuda kukandwa ma recordings ema hule hule ari around Feli mokandira henyu Ketty oplayer tichienda takadaro ko kutyei ,,munombo hurirei muripavarumeTete munhu mukuru vane sure kunyora kuti infedility?🤣🤣🤣🤣Sure plus never take a stranger kuiti tete.tete vako chaivo hanzvadzi yababa,vanomira newe kutoti mwana wehanzwadzi yangu ivirgin apa vachiziva zvavo kuti unevana 2 kumusha.haikona tete venhema nhema
Shashl anogona hake let's put the sextape ting asideðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ¤—Inini shashil ma songs ake handimahwisisiIni hangu handina kna 1 song ya tammy yandinozivadon't compare Anita netuvanhu tusina basa🫣 kana pane arikuda fight ngaauyeshashl followed by Anita umwe wacho ndianiIf these three could collaborate on an album they will go International but problem is Zimbo people are selfishðŸ˜ðŸ˜, Dont believe in team work and only want the spotlight to shine on themselves. 1) collaborate (EP OR ALBUM) 2) shoot music video 3) paid marketing plus on their personal media. 4) engage in interviews and include fans. 5) tour 3-4 cities in Zimbabwe 6) Pay channel O, Mtv base, Trace etc 7)engage sponsors and also look for
Yaaa only kumasingle mother akambovapa pressure zvekuti munhu wese Aida kuve samai titi zvekuti akadii zvaive zvisina basa chandoziva Jeri rakagadzirirwa munhu iko kuenda kwaakaita akudzoka anehunhu hunyowani and anenge adzidza zvakawanda uye zvadzidzisawo masinguru mother kuti vagutsikane nezvavainazvo vasazode kuwedzera nezvavasina vachiti ndezvavo zvisiri amen😂😂😂😂😂 Mai TT asika pfungwa dzake chaizvo dzinombonyatsomunyepera Seiko kkkkkk so afta kutorera vanhu Mari aifunga zvichangopera zvakadaroMazuva ayaaa ummmmm pressure yakapotsa yandirombesa namwari ndikat vamwe varikurarama life munyika umuuIni hangu I was motivhetedhi ne birthday haa BF yangu yaka$300 zvikanzi for the first time oh mari iyi tengawo zvaunoda coz I saw comment kwamaiTt Tinashe
Shoko Rakasvika kuMalawi, Madam Boss murikunyepera ana Achimwene kuti muri Gospel singer kaimi😀Ini Tyra ndakatanga kumuziva paaimba maSongs ake eGospel akazosiya hake akuita maSkits so I'm sure uyo anyora zvaanozivaAripano Aripano Aripo baba mwari mweya mutsvene mweya mutsvene ndimwari Munyaradzi wangu ....... asi ndeye chinyambera here song iyo kana muchongoyoYes she is a gospel singer Yekuti" vasunungure baba ... vakwanise kunamata ".... Is it your traditional song? Or
Zvovengwa naaroi chete izvi🥱haa vanhu varikuisana mudzimba umu ndapa kutenda🙌🤓Nhumbu inonyadzisa munhu wese anobva atoziva kuti wakakwigwaMakorokoto kwavari 9mnts hadzisi nyore seni ndototya kuita ndakapotsa ndafa pamimba yekutangaKo iro hwaga muroyi rakaita kubata ngoni kuti ndimitise inga wakamitisa girlfriend wani 🤣rikasiiwa pachena, kuita photo shoot nema evil spirits, wakameme waiseka chikiti iwe uchiti uri mumerechi nhasi wakunyara kubuda pachena kuti ndakarambwa ndikati ndimitise kutadza nyadzi, ngoni akati no I am seeking asylum 😂😂
iwe enzo huya pano.. kuMashwede ukutsvagei nguva ino iyi? ko vana vasara nani kumba iwe uchinotarisa magaro evarume kuwondaWebota ari kubatsira... Kana pane mukadzi ane problem seiyo yebota isa comment ndizame kukubatsira kkkkk