Wanted vakabira Bruno Furniturez mari inokwana kuita $7500 so pane mubairo we $500 anenge achiziva kwavari. Call Bruno or app him panumber idzi +263 77 727 6350
Musician Gushungo Speaks hanzi Mai Jeremaya havana kukechewa here or...Ngatisanyanya kutuka Gushungo zvinogona kuitika futi zvinhu izvozvo vqkadzi vanoda mari] you are right Gushungo,ko isu varume atinawo ma rights here,,type iyo tinoyiziva,unonyura inoda mari
Imagine wovhara ngochani nembama wonzwa ichiti ,iii ndozvawakangwarira zvekurova vaskana 😆🤣endai pane nyaya yenyu chaiyo Muimbi mukuru pakuita sei mukawana nguva mutiitiri musheMuHaaa kufunga kuchatinetsa mamwea comments so saka oramba kumhoreswa nema fans here bcz munozotaura zvisina basa varivo varungu vakeimbi mukuru kana kuti aneMukurumbira ndiMacheso,Winky kozoti Jah Prayzah Vamwe vese ingoti muimbe weDancehall,wechitendero,WeSungura
This is my story, i met this woman (Prisca Chirimo from Chitungwiza kuJambanja) below we dated from mid-year last year and ealry this year akatanga kuunza zvinhu zvake like hembe kumba kwangu, i gave her a key, she could spend a week or more at my place, i thought ndawanawo mukadzi but i ddnt know she was a married woman, untill i started suspecting her moves, i broke up with her ndikamuti huya utore hembe dzako i ended the relationship after she confessed with vidence of marooro that she was married but she still wanted me as a side guy coz i had made her pregnant within 6 months, the husband ingomwa haazvarise. So ndakaramba. The next thing i was called by Harare Central police zvichinzi you are wanted for rape.. yes Rape,i ddnt
I visited one of our public health institutions this morning to see a relative and left deeply concerned by the conditions I witnessed. What I saw was deeply moving—a clear indication that many of our people are facing serious challenges. The growing public outcry over our healthcare system is not an exaggeration; it reflects the difficult experiences of many citizens. As your appointee and one whom you have tasked to speak for the young people of our great nation, I feel a solemn responsibility to speak openly: sometimes, in our desire to present progress, we may unintentionally overlook important realities on the ground. Your Excellency, you have earned the admiration of this nation for your compassion, humility and tireless d
Hanzi na baba Keketso wekureba ndewe ku Bakers InnBrugwa chena resvikiro harisi rakadhinda chikiti hereZvagara hanty ndo side ra wikinero hereUmwe anopatsanurwa mutsetse naOgah opihwa mupunga mirai muoneHandione seunoreva nhema iniMafans aPinky D iddy wekuuya kushow akapfeka Sutu ye Pink ine mabeads mune problem,Dread ingito😂First tanga watiudza kuti baba keketso wacho anoita nezvei nkt hatingaitisane nharo nemunhu watatanga kunzwa nhasii
ZESA: A fault at the Hwange Power Station has intensified power outages nationwide. Kwenyu ariko here magetsi?#zimchoicetv Electricity Supply Authority (ZESA) Southerton Main Station on flames right now. Anodzoka nhasi iwaya...🙌🏾💯
Zimbabwean courts have nothing to do. Our obsession with sex by adults is sickening while real criminals bask in the sun with exposed bellies🤦🏽♂️Mmm sad ...they might not knw that its a crime ...why not do awareness's on this for u shall arest a lot of pple with this cyber what whatVari kutsvaga kurarama ko handiti ibody yavo here? Pane nyaya dzakakosha kwete zvevanhu vari kutambisa body yavo
Mai Tanya Tricia Panashe Glen View Woman Drugged and Abducted: Another Reason to Avoid Using Mshikashika A 30-year-old woman from Ushewekunze went through a terrifying four-day ordeal that’s now being used as a warning about the dangers of mshikashika. On Thursday, 24 April, the woman boarded a white Honda Fit along High Glen Road near Glen Norah Police Station, thinking it was headed to Ushewekunze. She sat in the back seat with two men. But what looked like an ordinary ride quickly turned into a nightmare. One of the men next to her pulled out something that looked like an injection, pierced her shoulder, and she passed out. When she regained consciousness, she was far from home, in Mutorashanga, more than 130km away. Harare provi
Hope Ari safe video.Ko madii kudzoka kuzimbabwe nhai pane kugara muchiitwa sehuku kudaro 💔 Hope Ari safe video ma1 Ko madii kudzoka kuzimbabwe nhai pane kugara muchiitwa sehuku kudaro 💔No Akauraiwa uyu Mahwani