Celebs News

January 21, 2026

Chipo Trouble Causer Vs Mana Vee ZRP Arrest Things Looking Ugly

Drama is brewing. Anywhere, Operation Absolute Resolve has been a success. Pavakuda Delta One pakadai.....AA    Chipo Trouble Causer vs Mama Vee ZRP Police arrest      Angatumire letter of demand rezvinhu zvausina kushanda kana wakangwara kana kuti urikuziva zvaurikuita chimboita kuti chipaper chako chino dhindwa ku court wapedza wozowinza ma summons toita kuti your         pinda pa trial i am ready and I have evidence yezvese zvawaka leakers nezvawaiti unazvo people can easily forget but memory won't finish and next time itai kuti mapaper enyu auye namassenger not pdf idzi timboitawo chidzidzo ka1 not kufunga kuti ma socialite ese madofo haazive mutemo my legal team are ready for this drama and make sure your e

January 15, 2026

ZRP kubvisa Mukadzi Hembe Kuharasa Mukadzi ane Mwana Arikutengesa Matomatoes

ZRP Kuharasa Mukadzi ane Mwana Arikutengesa Matomatoes ? Vachitaura Kusunga Mbavha         dzirikumora Nyika ???‍♂️Chasara mapurisa zrp neve kanzuru ngativamamisei vachazvirega better kuronga tegaBt vanonyadzisa ava

January 12, 2026

Ndivo vanhu vatoshata muharare vanoba zvekuti vanhu ivava

Ndivo vanhu vatoshata muharare vanoba zvekuti vanhu ivavaDai mamudyisa dhodhi , odzikisira ne wetKo makazenge mamubvisa pom pom nhaimi ndakasiya achiri clean ndinezuro       kauyu kkkk apa anga akachena seiInini my sister vakatorerwa mari nevanhu avo 120us nefone zvese dai ndanga ndiripo ndaimuisa bhodhoro chairo kumagaro imbwa dzevanhu vanhu ava vanodzosa vanhu kumashure zvekuti

January 11, 2026

Minister of State for Manicaland Provincial Affairs Mugadza

ZRP Muust Arrest These Criminal    Mutasa Community Gains Vital Link with Commissioning of $70,000 Footbridge ​MUTASA, ZIMBABWE — In a move to bolster local safety and infrastructure, the Minister of State for Manicaland Provincial Affairs and Devolution has         officially commissioned the Premier South Footbridge in Mutasa. The project, valued at USD $70,000, represents a significant investment in the daily lives of residents living near the region's active mining zones.

January 11, 2026

2026 Turned into A Nightmare Rapture Accident

Someone’s 2026 has already turned into a nightmare, less than two weeks into the year. A Nissan Micra driver crashes into a Ford Ranger Raptor.Trailer yakochonoka pakatruck inakukura         vanhu vanotengesa nevanozvifambira havo. Just opposite SNG HardwareZvakaoma wogoona kombi iyoyo ndatomboda kuyikwira but ndafemerwa

January 11, 2026

ELECTROCUTION DURING ALLEGED CABLE THEFT

MAN KILLED BY ELECTROCUTION DURING ALLEGED CABLE THEFT    10 January 2026   An unidentified man has been killed after reportedly trying to steal cables from an electrical power box near Bosveld Scrap Metal in Polokwane.         The incident took place on Saturday morning, January 10. It is believed the man was electrocuted during the attempt and died on the spot. His body was found at the scene.   Emergency services have responded, and further details are expected as investigations continue.

January 06, 2026

Botswana is considering introducing a “golden passport” programme. This would allow foreigners to gain citizenship

.Botswana is considering introducing a “golden passport” programme. This would allow foreigners to gain citizenship by making a one-time investment of up to $100,000. The plan is meant to help cover losses caused by declining diamond export revenues.           According to the Financial Times, the government expects the programme to attract up to 5,000 families over the next five years, which could generate around $500 million. So far, about 1,000 people have shown interest, including applicants from the United States, India and Zimbabwe.And that is why the US has struck Botswana with punitive measures like banning offering US visas to Batswana subsequently banning them from the US.Actually it's the minimum of 75K..   

January 04, 2026

Police have named the suspect as Border Muringayi.

PLEASE SHARE?? | WANTED PERSON       This man is wanted by police in connection with a murd€r. The victim has been identified as Innocent Tinashe Hwata (Mtepeya).               I   The incident happened on 4January 2026 at Nyava Growth Point. According to reports, the suspect allegedly stabb€d the victim, who later di€d while being taken to Bindura Hospital. Police have named the suspect as Border Muringayi.                   Anyone with information that may help the police is urged to report to the nearest police station or contact:   WhatsApp: +27651594228

January 03, 2026

Ku Bindura Mukadzi Achekwa Chekwa Ne X Husband

Uyu ndiye mukadzi wekuchekwa chekwa nebanga neformer husband yake kuBindura. Zvanzi ayiti ndakanzwa kuti urikuhura. Akamucheka nebanga ndokumupisira imba yake as well. Ngatinzweyi achitsanangura.Varume         havadii kurambwa vanoda variivo vachitsvinyaa zvakaomaUyu ndiye mukadzi wekuchekwa chekwa nebanga neformer husband yake kuBindura. Zvanzi ayiti ndakanzwa kuti urikuhura. Akamucheka nebanga ndokumupisira imba yake as well. Ngatinzweyi achitsanangura.

January 03, 2026

Breaking: kuNorton kune murume awuraya mukadzi wake ndokumusunga mawoko nepant rake then makumbo ndokumusunga neSkirt yake ndokunomurasa kumaHuswa.

Breaking: kuNorton kune murume awuraya mukadzi wake ndokumusunga mawoko nepant rake then makumbo ndokumusunga neSkirt yake ndokunomurasa kumaHuswa.Murume         awuraya Mukadzi kuNorton achiratidza mapurisa kuti amuuraya seyi. Awuraya mukadzi wake ndokumusunga mawoko nepant rake then makumbo ndokumusunga neSkirt yake ndokunomurasa kumaHuswa.Wari kuti Tete , tete miswai imi . Tete wari kurwadziwa uye wakatakura kurema , unenge waudzwa nemwana we       hanzvadzi kuti Tete ndatambura mu marriage , iwe woti shingirira mwana we hanzvadzi, then zvozosvika apa pfungwa dzinotenderera . Unenge wakuti dai ndakaziwa ndakamuri dzoka zvako. Munhu wamungatorowe mukagona kumubata ndiye iyeye Ari kuita interview ?

1 2 3 4 5