Celebs News

July 16, 2025

Musikana Wa Nyathi Faith Ouya Ne V11

Musikana ari busy so live later tonight makati ndinonyepa mykanditukaka saka ndakuvaisa palive vese mav11 anoswera achinaya mai nyati is threatening faith vamubloka nhasi pafon yanyathi faith atsamwa akuda kudurura zvese!         Faith kana wakanditarise urimbwa Moda nyati nhsi nguva yese waivepi wy muroiKo iye faith wacho ari kuganza nekuhura nemurume wemunhu ere ndosaka vanhu vachizoroiwa vozoti pamunhondo         pamupfuti ehee tazvinzwa kuti akahura nanyathi ahwinha ngachisiye vanhu vafare mumarriage yavoHande nayo ndima nyathi ashawu bamukuru ashawu akunakuna

July 16, 2025

Mai Nyathi Vachemaa Imba Yangu Yapunzwa

“Last time I spoke out because people were spreading false stories about me — claiming I cheated on my wife with no proof. Today, my wife is the one going LIVE to speak her truth.         There is no evidence because there was no cheating. These lies are being created by people who want to destroy what we’ve built as a family.         But the truth always wins. Please join her live and hear it from her directly — not from bloggers, not from gossip, not from fake stories. Enough is enough. 🙏💔         #TruthWillPrevail #FamilyFirst”Don’t worry, you’ll get your chance to speak — but it will be in front of the court,

July 16, 2025

SUNGURA legend Nicholas ‘Madzibaba’ Zakaria

Zimpapers Arts and Entertainment Hub SUNGURA legend Nicholas ‘Madzibaba’ Zakaria has appealed to Zimbabweans to pray for him as he battles some serious health challenges.         Known for his profound influence on the genre, the iconic musician’s absence from a family show at Zebra Village recently triggered serious concerns among his fans. Madzibaba confirmed he hasn’t been well for some time. “I just managed to send my band and PA system and my son Franco to our family show.”         Revelations that he is under the weather has provoked an outpouring of love and support from his fans and fellow musicians. In his absence, Franco Slomo captivated the audience with his artistr

July 16, 2025

Prince Uber Driver Ku Capetown kraifontein

Kuma Uber uko tidzikamireiwo ..kwasara uyuyu dakumuisa pfuti muzidehenya iroro rizere mukondombera,,,,siyana nemkadzi wangu ko zvaunewako wani zidhodhi ..kungokuona mukrayas uchamama itira chihure chako         kumapurazi kwaunogara uko ..ndikuuya nelist remamwe mahure ako futi nxcaaaZvinonzwisa tsitsi hanzi varikuchema veduweMuchapedzana gore rinoAhhhhh ko Prince akudya vakadzi vevanhu

July 16, 2025

BUSINESSMAN John Rukodzi says he has lost about US$87,000 in potential business

BUSINESSMAN John Rukodzi says he has lost about US$87,000 in potential business which has been affected by the controversy surrounding his Rukodzi Perish Cemetery along Seke Road.       BUSINESSMAN John Rukodzi says he has lost about US$87,000 in potential business which has been affected by the controversy surrounding his Rukodzi Perish Cemetery along Seke Road. Rukodzi said his cemetery was not an ILLEGAL set-up and it has the right to accept payments for burial services just like other cemeteries around the country. He said before the controversy erupted, two years ago, his company was selling an average of five graves a day at US$80 per grave at the cemetery which is located opposite the Robert Gabriel Mugabe International Airport.calculate 80 x 365 for

July 16, 2025

Nellie Ovhurirwa Huru Nemurume Waakasangana Naye Pa Facebook

Nellie Wachenuka akasangana nemuface wake pafacebook anga atoona amu marriage nemuface wake.Nellie haana kuziva kuti ndohunhu         wa Baba Ava wekufamba vachinyenga Kuma inbx ndobva avaramba😂Muskana akasvika pakutapirirwa nerudo rwepa fon kusvika achinja surname yake kuita yemuface asati amurora wakaona pafacebook 😂 wasati ambosangana naye.Ende muface akadya baby Mari         kwete zvekutambaIPod pafaacebook pazara mbVh kNi ummm ndine vanwe vatoziva zvakaomaNguvai yese iyi ndichitsvaga Nellie chitimbe izvo akachinja surname hakoNdi Nellie Chitimbe hre kkkk Anenge akangwara ngwara wani   Hakusi kuda kukudza page hre zvake

July 14, 2025

Musikana Atisiya Kungodonha Zvake Asina Kurwara

Tarasikirwa na Jane Dimingu wekuma 3 kuma postory pambuya Dee ashayaa ku captown vaimuziva ainzi Jane matako atisiyaa rest easy ma sisterKing Collen           Makwasha BP ne sugar marwadzo yakubata mazera madikiBongie WaMary Kungodonha ndaona comment kune rimwe group

July 14, 2025

Ku Dubai Uko Pashata

Nhai Lorraine Guyo Productions - Chihera wakuchinjanisa varume kudaro chii asi munhu asati ane mwana ummm Mubereki aka kosha kana munhu asina anomupa ma advice mu life anoita edzi asina mwana           Zvemba handione zvichibuda apa hupenyu hwese achingofongoreswa 💔💔💔🔥 Emmanuel Zellers GumboUyu muface arwadziwa naAdmire akati zvemusagq bodo🤣I hureeeee iri zvekubuda naAdmire ngochimbi ritori Dramaiyi imvandarara nekuti mvana munhu ane mwana ko uyu haana         mwana asi haasisiri mhandara yamvandararaEmmanuel Zellers Gumbo chikomba cha Lorraine Guyo Productions - Chihera ndiye waari kusvirana naye ku Dubai    Mama Vee haana girlfriend ingori content yaari

July 14, 2025

Chipo Muchengwa Wangu Nhai Mwari

Disadvantages of using a wheelchair 👇🏻    Am in pain guys ndakadonha pa wheelchair 👇🏻Don't drink and driveUchipo udriver wheel chair ngeover speed uzvambuka lomnyaka ,ucheme kakhulu uti ipain iyangilwadza         uzenenyee..Sorry Chipochashe Muchegwa l hope wakaenda kuhospital, Ribbon wangu ndomutyiraUmmmm sorry shame sorry you get well soon Chipo...Mai Ribbon 🎀

July 14, 2025

A Church Gathering Food Yoisa Muchetura 34

Pakaipa, chiiko chiri kuitika muZimbabwe💔 | A church gathering at one of the many apostolic sects (Paradise) church in Chipanza area,           Zaka, turned deadly when 34 people were allegedly poisoned after consuming laced food. The incident is believed to be linked to a church leadership wrangle, with the Bishop reportedly being the target.           The 34 affected individuals were rushed to hospital, with samples taken for analysis to determine if it was real poison and the nature of the substance.  

15 16 17 18 19