Celebs News

August 10, 2025

Bindura yangu mhai The lady is a teacher/deputy head at Chiwaridzo Primary

Bindura yangu mhaiThe lady is a teacher/deputy head at Chiwaridzo Primary, they went for DNA test and the man came out zero percent and the kid is 22 years doing medicine at UZ 🙆🙆🙆.         Murume akaona messages from the biological father vachibvunza kuti chikomana chiri sei, apa mwana anga akapuwa Zita rasekuru baba vamdara.         Zvakaoma 🙆🙆Iiiiii bdakachema apa akarorwa arivirgin .achingororwa akabva aendeswa kuteChers college ndokwaakanoitira mimba achangobva mukurorwa..hiiiii ndakachema ini nanhasibsm crying apa hanzi she is a prayer warrior....kumachurch ukooooo ahoyi...muchatijoiner kumutoriroUkakwira mugomo uchitsvaga makudo unosangana nawo.After 22 yrs woda kuzotsv

August 10, 2025

Mkadzi akabviswa chibereko 9yrs ago abatsirwa maquadruplets .Ichi chishamiso chavhundutsa madoctors

#Miracle Mkadzi wekuZambia akabviswa chibereko 9yrs ago abatsirwa maquadruplets .Ichi chishamiso chavhundutsa madoctors nevamwe vese kuti munhu asina chibereko anozvara sei.I know one akazvara iye           akasoobviswa ma tubes.its God showing off havo that he is a God of miraclesYes anozvara hanzi anoita nhumbu muma tubes atozvara mwana kazhinji anoitwa app

August 10, 2025

Mai Nevana Vavo 3 Vanyura Vachi cleansing ritual

Stay away from quarry damsUmmm zvakaoma zvirikuitika munyikaVanenge vanyeperwa kuti ndiko kwekunosiya nhamo mouya matakura upfumi izvo kuzvikanda mukanwa mamupereA tragic incident occurred at the Delfie Quarry Dam in Pienaarsport, Mamelodi,         Gauteng, on Sunday evening, August  2025, where a 51-year-old mother and her three adult children drowned during a traditional cleansing ritual. The victims included a 36-year-old daughter and two sons in their twenties. A seven-year-old sibling, who didn't participate in the ritual, alerted authorities when the family members failed to resurface. SAPS divers recovered the bodies of the         mother and daughter on Sunday, but due to the dam's depth, the sons

August 06, 2025

Hama Dza Garikai Dzofumura Walter Magaya

He never throw stones to anyone and was not violent why kunyepa nhai            Garikai aingokumbira and talk to anyone zvakanaka and very humble vaitoshaya kuti sei achigara mustreet and dirtyZvekuti aipenga aitaura zvakanaka akumbira zvaka naka ndiani akamutora akamugadzirawo zvakanaka . I appreciate prophete magaya nemoyo         wangu wese kupfekedza munhu kusvika aitawo munhu pawanhu but wekushora waripo hazvina mhosva itori dambudziko woooooo haasi wekutanga achitonamatawo otororawo it's goodAnogona kupengewsa 2years zvake kuti wazoita😂 ma skits anobhadhara aya.

August 06, 2025

Vanhu Vopumha Gogo Parufu Rwa Kimberly Maziriri Kim

Ndinongoti R. I. P, asi kazhinji muurai ndiye anodaro kushungurudzika kusvika pekupedzisira zvekti munhu anototi ape attension kumunhu iyeye panhamo 💘           nekuti gogo avo handisi kuona misodzi yavo Kunze kwekungoita noiseI just wish vanhu dai vachisiya munhu vape last respect to their loved ones not kumurambidza...inguva yakaoma and last viewing.         I remember when my mom died Pana Tete vaitirambidza kuramba tichichema and you just wonder kuti why.😭 Kim rest in peace

August 06, 2025

Mukadzi Obayiwa Nebanga PaRufu Zvakaoma Izvi

A funeral gathering in Mukuwo Village, Chikombedzi, ended in tragedy on Saturday when a knife-wielding man launched a sudden and brutal attack, fatally stabbing a woman and injuring three others.       According to the Zimbabwe Republic Police (ZRP), the incident occurred on August 3, 2025, when the unidentified suspect stormed the mourners and stabbed 46-year-old Sithokozile Siwawa, killing her instantly. Sports event tickets         Panic gripped the gathering as mourners attempted to restrain the assailant, but three individuals were also stabbed in the process. The attacker fled the scene under the cover of darkness and has not yet been apprehended.         Siwawa’s body was taken

August 06, 2025

Parirenyatwa Hospital, which is being renovated, Presidential Advisor Tungwarara said: "Tiri kurova basa. Basa tiri kurova Dubai standard.

During his visit to Parirenyatwa Hospital, which is being renovated, Presidential Advisor Tungwarara said: "Tiri kurova basa. Basa tiri kurova Dubai standard. Kana hurumende yakuSupporter wodhilivhawo quality."       Tungwarara, Prevail International Group of Companies, was awarded the contract to renovate the hospital.         Ngava renovate all hospitals to accommodate isu tisina mari ye private being a zimbabwean it's a curse I'm typing in tears nezvatinoitwa nababa ivava be scarf 😪😪😪😪😪

August 06, 2025

Baba Vorova Mwana 2 Year Old Ne Bhande

Heartbreaking💔 | KwaChecheche panonzi paMahachi Village pana baba varova mwana wavo ane 2 months neBelt zvakaipisisa. The baby got s€rious injuri€s, including bruis€s, and had to be taken to the hospital for more treatment.         Right now, the baby is admitted at St. Peter's Mission Hospital. It's not clear yet if the father has been arrested by ZRP.           Vanoda more details please contact Vemuganga Community Radio on 0772299400.   📸 Checheche Updates

August 06, 2025

Muridzi webwa idzi anonzi Takawira Billjonh Magede. Akavhurira ibwa dzake ibwa idzi dziripo 4 dzakabva dzaenda kuGround rebhora kwaitambira vana

More details on the story yemwana wekudyiwa nembwa kuDarwendale. Muridzi webwa idzi anonzi Takawira Billjonh Magede. Akavhurira ibwa dzake ibwa idzi dziripo 4 dzakabva dzaenda kuGround rebhora kwaitambira vana bhora. Vana pavakadziona ndokutiza dzakabva dzabata Shelton vamwe vakatiza. Ndivo vakazotaura kuti Shelton anga achirumwa nebwa dzaMagede but I think kut imbwa idzi padzakaruma dzaiva nemunhu. Mwana akatanga kusvagwa kubva kuma6pm akawanikwa kuma 9pm.          Vanhu kwakunotora Police. Police yakaenda kumba kwemuridzi wembwa vachingosvika apapo mupurisa akabva apihwa fon nemuridzi webwa kwakuti taura nemunhu ari pafon. Mupurisa uyu akabva aisa fon paLoud speaker coz aitocha vanhu coz pakanga pane vanhu vakawanda akatotadza kuenda pa side chaipo

August 06, 2025

Body Yemusikana Yasvika Pa Robert Mugabe Airport Marwadzo Aya

Kim's Body now in Zim  We are at Robert Mugabe Airport         Collecting Kim's Body kubva ku Cargo to Nyaradzo palour yekuna Herbet ChitepoMutumbi waKim ukusvika today na5pm muZim ,Robert Mugabe Airport  Finally she is coming home for burial, more information tichange tichikuratidzai ma services kusvika anovigwa kwaChivi Masvingo ,we will be doing live and tichavaitira ma videos and pictures         Kim was involved in a car accident in Canada going ku music concertHelp bring Anotidaishe Kimberly Maziriri and Eddmore Mufuwe home.   The two Zimbabweans tragically passed away in a road accident on their way to attend a Jah Prayzah show held in Edmonton, Canada.  

16 17 18 19 20