Celebs News

June 28, 2025

Mukadzi Aponda Mwana Wemurume

Hi Ruka Mukadzi uyo akaroorwa nemurume wandaive naye tisati tarambana uyo Mwana wangu waanogara naye ndakasenderwa mapictures ayo naBaba vake zvichinzi "Mwana wako auya kumba Uniform yakasviba Mainini vake vakamuranga         tazongomumhanyisa kuchipatara kunosonwa asi anzi naDoc aribhoo zvake" saka handichazive kuti ndodi l need your help ndovasungisa vese here or ndongosungisa Manini chete?UZ hamuna zera nayo

June 28, 2025

Sean Weku UZ Okandazve Chimwe

Sean ngaatombo mamiswa bigtime isuchupitiUZ student arikuvava Sean amugeza kumeso nehurume kwakumutora video 😹😹😹She is giving Ritz vibes and similaritiesMufasi ngasungiswe after that woyisa pa social media he is very stabornThis is wrong          Ko mukanzwa kuti mwana uyu azviuraya munonzwa sei. Akazvara sekera muchitende veduweThis one is not from UZ kkkkkk uyu anonzi Patience from Waterfalls, Retreat ane brother yake inonzi HazviperemusheMusadanane nema Small boy   Small boy anoshambadza zvemu bedroom    Avoid small boysAri stubborn mupfanhu uyo shuwa vana sikana varikuitwa yese yese nevarume. vamwe vacho varikuzviuraya nekuda kwema vedio next time muuraye coz vedio ndereupenyu hwese tichiona uninzwa

June 28, 2025

Fire Harare Hospital

Fire Breaks Out at Harare Hospital    A fire has broken out at the nurses’ residence at Harare Hospital.            In a statement released on Facebook, the City of Harare said: “Happening right now… There is a huge fire which has engulfed parts of the nurses’ residence at Harare Hospital. Our Fire Brigade teams are on their way. We will keep you posted on the developments.”     Team zvigananda varikupisa. Kuda matenders. Looting strategyno fire brigade

June 28, 2025

Martin Gaviro Obatwa Video Achibhaudha Donkey In Masvingo

Wife catches Masvingo village head ‘r@ping’ donkey twice    A 71-year-old village head under Chief Shumba in Masvingo has been sentenced to 12 months in prison after being convicted of bestiaIity.         Martin Gaviro appeared before Magistrate Elizabeth Hanzi, who found him guilty of engaging in sexuaI acts with a donkey. The court heard that his wife, Dzivaidzo Gaviro, caught him in the act on both occasions and later testified against him.         Gaviro told the court he committed the act because his wife was allegedly denying him conjugal rights.

June 26, 2025

Madzimai Vovhura Huru Nemutsa

Hy..... I'd also like you to post for me, I'm looking for this woman who helped me pandakanga ndakaomerwa in 2020, i met her in town zvinhu zvisina kumira zvakanaka,       i don't know her name and i lost her contact but fortunately found these pictures kubackup.... Thank you 🙏

June 26, 2025

Mnangagwa Kupa Majoki Ma Socialite Ma Deplomatic Passport

ED's power is build on prostitution. Nyika iri kutongwa nechinhuIni pandakatraveller ndichibva Zim recently ndakatokwira nemamwe maslay Queen aitove nemadiplomatic passports ahhh mumwe atori popular handichataure ndakatozvibvunza kuti ko uyu ane passport iyi how🙌haaa dai nyika dzavari kufambira vakabanner zviendwe😏kutirerutsa senyika🚮pharoah vana vake komanana varikuti vakadanana nevasikana muIgipita vakubvavapa vasikana vavo maparasipoti evatungamiriri kuti vazofamba navo pavanodira kuenda kuchando kana kumamoziremu ukoZvino kana chitunha chine passport yeku Zimbabwe, hazvireve here kuti Mnangagwa anogona kuti varume chitunha ngachiuye ku Zimbabwe ochiisa           paHeroes acre.   Mazvionaka zvaitaurwa naTrum

June 26, 2025

Bee Wezhira Oviga Mwana Wake

Bee Wezhira opihwa maviri matatu akaringana.. arikunzi “arikujgira mwana musaga and that’s not it”Inga mukunatsoti mwna wake wanii nhaimiKo iwe unomudii mwana wake asi mune zvamaida kumuita kaniAhhhhh         kushaya zvekuvengera munh aizveeee yuwiiii kusatonyaraaa kaniii who is sheIwe wako takambomuona kupi , urukutiti mwana wake kaa Saka anoita zvaanoda ñaye iye mwana haasiye anotinakidza ndimai vacho         ndovatodaModa zvinhu anaguhwa muvenge hako hnti mwana ndwake iwe Isa wako zveeBee Wezhira kana wakanditarisa usaunza mwana wako mazimbabweans haana kukwana unotukirwa mwana wako kuita sekuti kudiwa kunobhadharwa uyu wegodo rake chero akasakufarira kuno tokuda Bee

June 26, 2025

Mupurisa ZRP Azvamburwa Nema Citizens

Imagine masvika naye paSoutherton muchingosvika pagedhi otanga kusalutwa achinzi maswerasei Shefu😂😂😂 ndopamuchaona kut Jesu idomb       🤣ko munoona sei kuti uyu ndewe bogus uyu ndeweshuwa? 😭 Officer vapinda busy       Uchati upfeke uniform yeporis dhuma dhuma na Alois anoziva kuti hauna kunyora fomufoatori mupurisa munhu uyo tables wil turn angopinda paStation ndaona vakomana vakukumbira ruregerero avoPamunosvika pa gate obva azivana nevamwe vake kuti haasi bogus ...obva       atanga kukutii chikambairai nedumbu kubva pa gate paya muchipinda mukati😂😂 things won't be well😂Tikangoziva kuti hakuna mupurisa anomira m Paroad block anenge akapfeka

June 26, 2025

Kenya People Against President Ruto

Protesters took to the streets this week to mark one year since the anti-tax demonstrations last June, which left dozens dead and sparked nationwide outrage. The demonstrations in 2024 forced the withdrawal of a controversial finance bill that raised taxes. However, many of Kenya’s youth are still enraged over several cases of alleged police brutality, including the death of a teacher in police custody and the shooting of an unarmed street vendor.         On Wednesday, thousands of people demonstrated in the capital of Nairobi, the coastal city of Mombasa and other towns to mark the protest anniversary. In Nairobi, roads leading to the Kenyan Parliament building and the president’s office were barricaded ahead of

June 26, 2025

Vp Chiwenga Speaks Final Speach

It's a matter of just 3 years.In 2028 this guy might be the Zim president & surely things won't be the same.Kkkkkkkkkkk.ndakamboona dzichivhunditsira ma money changer idzi hapana hapanaApa ivo vp avagoni ku pronouncer pakat Trababalas🤭😂kana vari real ngavazvitange these guys zvese zvavo hapana chiri real ..they are             bullies ini personally i dont understand why vachiedza kuda kumira mira nhema iya trabablas hachisi chinhu chekuti vanhu can celebrate because these guys havana kuuya in power after mugabe they have and always been in power and zvese zvavanoda kunyepedzera kuita they could have done it mugabe achipo instead zvatove worseHaaa kune judgement day yekudenga iyoyo yakanakira kuti anenge ari

35 36 37 38 39