Inga zvinonzi vakaita ma DNA akabuda ari wa greatman wani 🙄Pane ane song yaTuku here yekuti zvimwe hazvibvunzweHiiii nhai Mwari ko kufanana 🤣🤣🤣ndopaunonzwa kakadzi ka greatman kachiti nyweee nyweee nxaaa ane hutsinye
Takatomutora serious kare. Ketty has finished her mission kare and vacho that were targeted by her message which is vanhu vema rounds, potential vanhu vemaround and macompany vakatonzwa message kare and they are staying clearance of maitt which was the goal. The rest is entertainment and we are here for it nema stars ✨ zvese 💃💃💃💃💃💃💃 go ketty goDai Ketty achitomhanya neregister to vote zvirinani, izvi zvemaaudios azvishande and taneta. People will never take her serious cz anonyanya zvinyadzi nekakusakwana so, izvezvi nyaya dzemari yemaround akangozvitaura 2days zvikashaya basa cz akungohumana. And vese vezvikwereti vakaenda kwaari chikiti achangoti endayi mobhadharwa kufacebook 🤣😂😂. Corruption yemuZim ungaz
Gongomutoto 😅😅😅😅😅 iyi ndiyo match yaferidhongo manje iyi. Kuti geje geje vanonyatsokuindiranaHenarooo zvaiwana ngwarati kumama ichifamba. Gore rino ngwarati yakazozvimamira saka hazvipere mushe namadzimai Nduku
Nhasi baba titi vanemufaro honha nyemwereroðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜murikufarei baba imi muchitadza kunyararidza baby mama munehutsinye fani baba imi
When your followers hype you on Facebook but deep down you are sad, guilty and still trying to prove a point ! Pride kills ! It’s a silent Assassinator! Burukai pamusoro pamakazviisa, hupenyu huendeke. Uchanzwa rimwe richiti - ndinoshaya content ! NxaaaâœŒï¸ Changamire Is Peaceful! ðŸ¦ðŸ¦ðŸ¦
Pakafamba dhiyabhurosi nyoka apa 🤒🤒Kana mada zvehushamwari be yourselves around each other. Appreciate your friend nezvaari and never try to feel you are better or you can surpass who she is. Let your competition be you you you and get nothing but inspiration from each other. Don't also listen to makuhwa and sidestep one another. Accept that your friend has other friends and you can still enjoy each other's company masangana. Zvimwe zvese you know what to do
I'm officially unliking the song, shame it was now my ring tone😥....pasi nemhanduuuu mharapatsetsetse Zanu PFMazviwona kaa kuti Album rakayimbirwa Zanu.. Jah Prayzah ukudiridzira Garden rako nemisodzi yevanhu 😢. Mwari havadhakwe 🤞
Welcome tete vedu ku Tsapfuldo family strong beautiful legs wonzwa rimwe richiti une tsapfu dzinenge dzembwa yakazuzumira bin . Tsapfu people ahoy. Tete Mildred maswera sei ?
Madam boss votoudzwa chokwadi kunzi kusekana kwana kamba usaseka maitt iwe unotoraramawo fake Life.
. .feli is a fraudster.Vanhu vakatukwa naFelly palive Madam Boss Kuda Chamisa Tinashe Mutarisi Lorraine Guyo Ketty Masomera Tatelicious Karigambe-Sandberg Zuva Urbern Tete Zuva Kana pane vasara tauraiwo tiburitswe muhari.