This one has no shame at all! She is shameless! She is a textbook example of how power exposes someone’s real self to the world! After everything she has seen, she has no qualms being part of a repressive and corrupt government for another 5 years. She has a corrupt mind, she is greedy! I hope those that cheered her on mindlessly now see her for what she is!All those achievements in the pool have all but been overshadowed by continuing to be part of a clueless juntaWe really expected so much from her but unfortunately the mind jus zanuAnyway she is just a swimmer we can not expect anything from her she is useless
The Return of Kembo Dagish Campbell Mohadi VaMohadi avo vakabva pachigaro muna 2021 mushure menyaya yavo yekuvhura zip nekukara mabhebhi zvikuru sei echidiki,vodzoswa pachigaro Zviri pachena kuti VaMnangagwa vane matrust issues Zvakavaomera kuti vo replacer vaMohadi nani asiri power hungry VaMohadi havana political power base saka havasi a potential threat politically,so it's easier for ED to count on his loyalty Its the same reason why Opah Muchiguri was made minister of Defense She is probably the most powerless defense minister Zimbabwe has ever had T
From Political Defeat to Green Triumph: Temba ‘Bhuru’ Mliswa’s Astonishing Cabbage Farming Journey Temba ‘Bhuru’ Mliswa’s astonishing cabbage farming production, rocks social media. Recently Mliswa lost his Norton parliamentary seat to Richard Tsvangirai, son of the late former Prime Minister R.M Tsvangirai. His latest video shows that he is unfazed with the loss and has embraced a new career path. From Honourable Member to Cabbage Producer In a lighthearted statement, Mliswa expressed his shift in focus from being an honorable member to becoming a cabbage producer, demonstrating his dete
Amai ava vanonzi Alice Garo vaisei paminamato vakwanisa kupunyuka mumoto wauraya vanhu 63 mu Joburg mumoto uri kuramba kudzima nyaya iri kudzimba moyo ndeye kuti havasati vawana vana vavo vaviri mifananidzo taisa mu comment section🙠Mitumbi yawedzera vamwe vanooneka vachiridza mhere nekunamata vasati vatsva vamwe vachisvetuka nekunotyoka
Takasa zvita Hapana Mumwe Munhu Achaiya or imwe Nyika ichauya zoti Batsira Takatya Tisu Tichakwarira mukati Generation ichangofa Pasina Chainacho ,👆ðŸ¾Kusiri kufa ndekupi #zimyouthmovement We have To Raise our Voice and say no to ZANU PF. #ZanupfMustGo Signal Loading........ Signal Loading........ #OccupyHarareStreet #OccupHarareStreet #ZimyouthMovementHandidi hangu kuHotSpoter vanhu ruvengo but dai takabatana chaizvo nenhamo yataoneswa neZANU dai taita action and Action yacho inofana kutangira pakuita Unfollow ana Java nana Holy Ten. Vanhu ava vari kufarira kiutambura kwedu chero ivo zvavo zviri right and vakuita Mari nekuvaFollow
America inoti yave kutaura nevatungamiri venyika dzemuSADC nezvekuri kunzi nevakawanda kusambiswa zvakanaka kwesarudzo neZEC. Inoti pane mashoko kubva kune mamwe masangano akazvimirira oga ekuti vamwe vamiriri vemapato ezvematongerwo enyika vaimanikidzwa kusaina magwaro ekubirira mukuverengwa kwemavhoti. America yakurudzira ZEC kuti inofanira kuburitsa zvakabuda pose pakavhotwa kana kuti polling station kuti pasaite mutauro. Asi hurumende yeZimbabwe iri kuti ko America inodei pahuku yemweni? Munoiona sei nyaya iyi?
ð—žð—¼ ð—ð—˜ð—– ð—¿ð—²ð—ºð—¼ð˜ƒð—²ð—± ðŸ®ðŸ¬ðŸ®ðŸ¯ ð—¿ð—²ð˜€ð˜‚ð—¹ð˜ð˜€ ð—³ð—¿ð—¼ð—º ð˜ð—µð—²ð—¶ð—¿ ð˜„ð—²ð—¯ð˜€ð—¶ð˜ð—²ðŸ¤£ðŸ¤£ðŸ¤£ kuita kudzura 🙌Zvakaoma zvezimbabwe munhu akaroya Zim haana tsitsi akanokora tsoka akanoikanda mugungwaLet me explain .maresults akabuda aye have been calculated aita 103% all together instead of 100%. So which means haasi echokwadi . Chigumba said anoita zvaaudzwa ne parliament which means she is working under threat. .bhora musango fake results sadc refused to sign president in
Good Morning Munhu waMwari, one munhu akanzwa Izwi rechokwadi kare ,akatirairidza zvese izvi nekupera kwazvichaita..as Zimbabweans we should protect this guy ..agreeing or not who cares,i thank Jah Jah that he is one of ours..the only one who speaks the mind of God after the Late Evangelist Chiweshe..ðŸ™ðŸ¾ðŸ™ðŸ¾ðŸ™ðŸ¾ Chokwadi munoti henyu hee mwari matirasa Zimbabwe,,, munoda mwari vadii kana tiine mbeu dzakadai ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜
🟨*SADC Observers Report* 1. Delimitation was a flawed and unconstitutionally executed process 2. ZEC failed ro release the Voters Roll on time for Candidates to Audit 3. The fee charged for the Voters Roll was restrictive to candidates 4. CCC Rallies were disrupted by the Police thereby denying the Citizens their right to Freedom of Assembly 5. The Patriotic Bill is unconstitutional as it attacks the Freedom of Speech 6. Kasukuwere’s disqualification was unconstitutional 7. The Nomination fees was restrictive (from 1000Usd to 20 000USd) 8.Sadc yazviramba zvemahumbwe eZEC neZANU. Kutitambisira nguva. Kwanzi chinhu ichi n
Mutungamiri webato reZanu PF VaEmnerson Mnangagwa vachivhotera CCC nhasi kuPricarb farm muKwekwe. Mifananidzo ina Mlondolozi Ndlovu. Mukuseka zvenyu asi ED akahwina kuchachemwa nenzara muZim already yakutoverengwa panyika dziri very poor in the world. Zvinotopisa tsitsi hapana kana chinosekesa fungai kuti muzvipatara hamuna mshonga akawinner dzimwe 5 years chii chichaitika already zvinhu zvakatosunga kudai. We have already lost it😢ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ballot papers vanawo already voted hakuna humbwa hwakadai many areas hkuna ballot paper 📄 vakadiii ku prenta according to voter’s registration role with extras haa