Update

August 29, 2023

Vane Vezimbabwe Havachadi Nhamo Voti Ngatibatanei Tibvise ZANUPF Kusiri Kufa Ndekupi

Takasa zvita Hapana Mumwe Munhu Achaiya or imwe Nyika ichauya zoti Batsira   Takatya Tisu Tichakwarira mukati Generation ichangofa Pasina Chainacho        ,👆🏾Kusiri kufa ndekupi #zimyouthmovement We have To Raise our Voice and say no to ZANU PF. #ZanupfMustGo     Signal Loading........ Signal Loading........   #OccupyHarareStreet #OccupHarareStreet          #ZimyouthMovementHandidi hangu kuHotSpoter vanhu ruvengo but dai takabatana chaizvo nenhamo yataoneswa neZANU dai taita action and Action yacho inofana kutangira pakuita Unfollow ana Java nana Holy Ten. Vanhu ava vari kufarira kiutambura kwedu chero ivo zvavo zviri right and vakuita Mari nekuvaFollow

August 29, 2023

America SADC And AU Voti Zvaikozvino Zimbabwe Haina President Nekuti Zvakabuda Musarudzo Hazvisiri Izvo

America inoti yave kutaura nevatungamiri venyika dzemuSADC nezvekuri kunzi nevakawanda kusambiswa zvakanaka kwesarudzo neZEC.       Inoti pane mashoko kubva kune mamwe masangano akazvimirira oga ekuti vamwe vamiriri vemapato ezvematongerwo enyika vaimanikidzwa kusaina magwaro ekubirira mukuverengwa kwemavhoti.           America yakurudzira ZEC kuti inofanira kuburitsa zvakabuda pose pakavhotwa kana kuti polling station kuti pasaite mutauro. Asi hurumende yeZimbabwe iri kuti ko America inodei pahuku yemweni? Munoiona sei nyaya iyi?

August 29, 2023

ZEC Removed 2023 Elections From Their Website Vapedza Voti Imimi Verengai Zvakanaka Hamusi Kugona Maths

𝗞𝗼 𝗭𝗘𝗖 𝗿𝗲𝗺𝗼𝘃𝗲𝗱 𝟮𝟬𝟮𝟯 𝗿𝗲𝘀𝘂𝗹𝘁𝘀 𝗳𝗿𝗼𝗺 𝘁𝗵𝗲𝗶𝗿 𝘄𝗲𝗯𝘀𝗶𝘁𝗲🤣🤣🤣 kuita kudzura 🙌Zvakaoma zvezimbabwe munhu akaroya Zim haana tsitsi akanokora tsoka akanoikanda mugungwaLet me explain .maresults akabuda aye have been calculated aita 103% all together instead of 100%.       So which means haasi echokwadi . Chigumba said anoita zvaaudzwa ne parliament which means she is working under threat. .bhora musango fake results sadc refused to sign president in

August 29, 2023

Zanupf Be Warned Prophet Chiwenga One Muporofita Wechokwadi Akaoneswa Chaizvo Pamweya

Good Morning Munhu waMwari, one munhu akanzwa Izwi rechokwadi kare ,akatirairidza zvese izvi nekupera kwazvichaita..as       Zimbabweans we should protect this guy ..agreeing or not who cares,i thank Jah Jah that he is one of ours..the only one who speaks the mind of God after the Late Evangelist Chiweshe..🙏🏾🙏🏾🙏🏾       Chokwadi munoti henyu hee mwari matirasa Zimbabwe,,, munoda mwari vadii kana tiine mbeu dzakadai 😭😭😭

August 26, 2023

Nevers Mumba Lets Apreciate Varamba Kutengwa SADC Yazviramba Zvemahumbwe EZEC Ne Zanupf

🟨*SADC Observers Report*   1. Delimitation was a flawed and unconstitutionally executed process    2. ZEC failed ro release the Voters Roll on time for Candidates to Audit    3. The fee charged for the Voters Roll was restrictive to candidates    4. CCC Rallies were disrupted by the Police thereby denying the Citizens their right to Freedom of Assembly    5. The Patriotic Bill is unconstitutional as it attacks the Freedom of Speech    6. Kasukuwere’s disqualification was unconstitutional    7. The Nomination fees was restrictive (from 1000Usd to 20 000USd)       8.Sadc yazviramba zvemahumbwe eZEC neZANU. Kutitambisira nguva. Kwanzi chinhu ichi n

August 23, 2023

Dambudzo Munangagwa Achivhotera Chamisa Kukwekwe Aiwa Arikutotya Mazimbabwean Ajamuka Haachade

Mutungamiri webato reZanu PF VaEmnerson Mnangagwa vachivhotera CCC nhasi kuPricarb farm muKwekwe. Mifananidzo ina Mlondolozi Ndlovu.       Mukuseka zvenyu asi ED akahwina kuchachemwa nenzara muZim already yakutoverengwa panyika dziri very poor in the world. Zvinotopisa tsitsi hapana kana chinosekesa fungai kuti muzvipatara hamuna mshonga akawinner dzimwe 5 years chii chichaitika already zvinhu zvakatosunga kudai.         We have already lost it😢😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭ballot papers vanawo already voted hakuna humbwa hwakadai many areas hkuna ballot paper 📄 vakadiii ku prenta according to voter’s registration role with extras haa

May 10, 2023

Pane N

Panofanirwa paine n'anga yakasina kubhadhara chete kanhu kenyu ikaka.Ndiyo iri kukonzeresa nyonga nyonga yese iyi I

April 30, 2023

Mai Maketeni Munonyadzisa kubhadhara Mari Kutenga Hushamwari Namaitt Sure Mukadzi Mukuru Kuda Shamwari Celebrity Here Chii Chakadaro Chinenge Ngozi

Mai Maketeni makabhadhara mari kutenga hushamwari namaitt munonyadzisa kunzwisa tsitsi mukadzi mukuru.

April 23, 2023

Tete Tilda Kana Makura Siirai Vechidiki Basa Munhu Akauya Kwamuri Ari Kuda Help Murikuwanza Rough

Tete Tilda Zim tagumbukakana munhu apoterawo kwamuri anenge achitsvagawo help imi makumuti emda kwasabhuku muri kuwanza rough .......Read more

April 23, 2023

Meet Tinashe Mutari Side Chick Aramba Kudyirwa Musaga But Tinashe Azviramba Oti The Lady Was My School Mate

Tinadhe Mutarisi Oti gandina kubvira ndadya bota or have a relationship with the lady Jossy Jess Mutongi she was my school mate ..........Read more 

47 48 49 50 51