Musikana Auraiwa Mujoni

Makadii fambisaiwo mumagroup amuri awanewo hama dzake titende...Makadii fambisaiwo mumagroup amuri awanewo hama dzake titende...

 

 

Poitazve Mwana Arikuda Help 👇

PLEASE SHARE🙏 | Mwana uyu ari kuti anodzidza paZengeza 7 Primary school. Ari kuNew Town Bus station in Johannesburg.

 

 

 

 

Haasi kuziva kuti akasvika sei kuSouth Africa mushure mekutorwa nevanhu vanga vanemota vakamuisa mubhuti. Ati anobva kuChitungwiza. Kana pane anomuziva mwana uyu please inbox us.

 

  • Share: