Kanzuru Varoyiii vanehutsinye vanoda Vsnhu Vaite Sei chokwadi ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Vanhu vekanzuru vaneutsinye vanomboziva hre kuti vawane chibasa chavo ichochi vabereki vavo vaitoitawo
zvemisika iyoyi kuti vakwanise kudzidza nhasi vaona kuti zvavo zvakaita vakuitira vanhu utsinye asi chii nhaiVanoshaya one anomboita example yekuvaroya because kunze kwakaoma zvaizvezvi