Abatwa Musikana Uyu Ngaasabude Mujeri

kune vese vakarohwa chadonha kana kubirwa kumbare musika pa engine uyu ndiye wevamwe vanoita chadhonha vanoba zvinorwadza vakadzi ava uyu abatwa nhasi after abira vamwe amai $200 nefoni plus zvinhu zvavanga vahodha .

 

 

 

 

Beware of these ladies vanoba vakawanda vamwe vacho hatina kuvakwanisa kuvabata hedu. Kumbare hakunhongwe mari hakupinzwi munhu basa hakubatiswi mnhu saga rako kana anything usataura nemunhu mind your

 

 

 

 

own bussinessFace yacho ine nharo nemukonyoHona zvarinoita kupusa kana rabatwa rovhura maziso kunge munhu adzipwa nembambaira, Haa ini munhu anobira munhu anondimara zvekuti

  • Share: