AMai Vaita Imba Ku Warren Park Lodge Mwana Haana Kufara Nazvo

AMai Vaita Imba Ku Warren Park Lodge Mwana Haana Kufara Nazvo . Amai Vanga vaomerwa vakaita Imba Lodge . Vanhu Vanga vakuuya Vachi bhaudhana muma bedroom Evana . First born Yaka gumbuka ikauya nemapanga . 
 

yakatandanuza vanhu pamba 2 vakabaiwa. Watch video yacho ku WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39

 

  • Share: