Amai Vebenzi Havana Mufaro Ashumba Votaura Why Tatenda

Haaaa ndanyara nhasi kushaya zvekuita ne foni yangu ummmm chii chakadaro asi

 

 

 

 

 

Tatelicious why do t u do this behind closed doors,turn the tables and think dai ari Mwana wako doing this on spacial media iwe mubereki wanzwa sei wairarama sei muraini aaah zvimwe nyarawo iwe apo ndiwe number

 

 

 

 

 

Uchaipedza hako yawatanga ini ziii hangu semunhu mukuru wotosimbaone kuda kutsiura dzevanwe iwe uchiita humbwa hwakadai on soacila media haufunge mwana wako his feelings towards that aah

  • Share: