Saturday, May 04

America SADC And AU Voti Zvaikozvino Zimbabwe Haina President Nekuti Zvakabuda Musarudzo Hazvisiri Izvo

America inoti yave kutaura nevatungamiri venyika dzemuSADC nezvekuri kunzi nevakawanda kusambiswa zvakanaka kwesarudzo neZEC.

 

 

 

Inoti pane mashoko kubva kune mamwe masangano akazvimirira oga ekuti vamwe vamiriri vemapato ezvematongerwo enyika vaimanikidzwa kusaina magwaro ekubirira mukuverengwa kwemavhoti.

 

 

 

 

 

America yakurudzira ZEC kuti inofanira kuburitsa zvakabuda pose pakavhotwa kana kuti polling station kuti pasaite mutauro. Asi hurumende yeZimbabwe iri kuti ko America inodei pahuku yemweni? Munoiona sei nyaya iyi?

  • Share: